NHAU DZEMUNO
1

ndakamitisa vakadzi vevanhu: muporofita

‘. . . mumwe wacho kaviri’ Kingstone Mapupu — MUPOROFITA ane mukurumbira weJohane Masowe yeJerusarema yeMbiya uyo anobva kwaMangwende, kwaMurehwa…

NHAU DZEVARIMI
0

Kurima fodya kune pundutso

Buhle Nkomo — “MURUME wangu akarasikirwa nebasa rake apo aishanda semubatsiri pane imwe kambani yakazovhara kuBulawayo,” vanodaro Mai Taipa Ngoshi…

Zvakanangana Nemadzimai
0

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

Nhau Dzeutano
0

Gomarara redundiro

SVONDO rapera takatsanangura pamusoro pegomarara remuchibereko, iro riri kukonzera zvirwere pamwe nendufu kune mamwe madzimai muZimbabwe.


NHAU DZEMITAMBO
0

Tipeiwo mukana: Shereni

Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu zvikwata zvinoti maWarriors, Dynamos FC uye Nantes yekuFrance – Harlington Shereni – anoti…

Ngoma Nehosho
0

Mhanzi inotoda wakadzidza: Chibhodhoro

Abel Ndooka — SHASHA inozivikanwa munyaya dzemhanzi nekuridza ngoma, John ‘Chibhodhoro’ anoti munhu kana achida kuita muimbi zvakakosha kuti atange…