‘Akaroyiwa, zvinorapika’

0

Munyori weKwayedza —
VACHITAURA pamusoro pemurume wekuShamva ari kuti akamera mazizamu mushure mekunge auraya nyoka yemuridzi, chamangwiza vechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo vanokurudzira Ndelema kuti aende kuchipatara kunobatsirwa vachiti chirwere chake chinokwaniswa kurapika.

Nyanzvi yezvechivanhu, VaPatrick Kapfunde avo vanozivikanwa saSekuru Bhaureni (46) vekwaMadondo, kuMt Darwin vanotiwo Ndelema anogona kunge akaroyiwa nemishonga yekunze kwenyika iyo inomeresa mazamu.

Ukuwo Sekuru Bonface Katerere vekwaMashambanhaka, kuUzumba vanoti dambudziko remurume uyu rinokwanisa kupera kana akabatsirwa kuchivanhu.

Mashoko avo anotsinhirwa naMbuya Karista Magorimbo (50) vekuDzivaresekwa vachiti Ndelema akaroyiwa nemishonga yechidzimai. Munyori weKwayedza

VACHITAURA pamusoro pemurume wekuShamva ari kuti akamera mazizamu mushure mekunge auraya nyoka yemuridzi, chamangwiza vechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo vanokurudzira Ndelema kuti aende kuchipatara kunobatsirwa vachiti chirwere chake chinokwaniswa kurapika.

Nyanzvi yezvechivanhu, VaPatrick Kapfunde avo vanozivikanwa saSekuru Bhaureni (46) vekwaMadondo, kuMt Darwin vanotiwo Ndelema anogona kunge akaroyiwa nemishonga yekunze kwenyika iyo inomeresa mazamu.

Ukuwo Sekuru Bonface Katerere vekwaMashambanhaka, kuUzumba vanoti dambudziko remurume uyu rinokwanisa kupera kana akabatsirwa kuchivanhu.

Mashoko avo anotsinhirwa naMbuya Karista Magorimbo (50) vekuDzivaresekwa vachiti Ndelema akaroyiwa nemishonga yechidzimai.

Share.

About Author