Uncategorized

‘Akaturikwa shavi regudo’

13 Jan, 2017 - 00:01 0 Views

Kwayedza

SEKURU Bonface Katerere vekuUzumba vanoti mwana ari kudya marwaivhi nehukwana dzehuku mbishi – zvose nematumbu acho – anogona kunge akaiswa mashavi emhuka dzakaita setsoko kana makudo.
VaFriday Chisanyu, avo vanove mukuru wesangano reZimbabwe National Practitioners Association (ZNPA), vanotiwo mwana uyu akaiswa mweya wezvikwambo, nekudaro anofanirwa kubatsirwa nguva ichiripo.
Vanotiwo mweya uyu ndiwo unoita kuti asarutse kana kurwara paanodya marwaivhi kana nhiyo mhenyu.

Share This:

Sponsored Links