Denhe Reruzivo

6 years ago | August 24, 2018

O-LEVEL — RUKUVHUTE: Matambudziko eAfrica

Munyaradzi Gunduza SARUDZA nhetembo mbiri dziri muna Rukuvhute dzinojekesa mamwe tambudziko anowira zvizvarwa zvemuAfrica.

Zvinhu zvinotouya pabvunzo

Ticha Danga ZORORO zvorodai kunopera, zvinoreva kuti nyatwa yedu iya yaswedera. Tichitanga gore zvaiita sekuti nguva ...

Mwana akadzidza akaita sei?

naChiremba KANA tichitarisa dzidzo itsva iri kudzumbunurwa iyo yakatanga gore ra2017, tinoona kuti mwana anenge anwa ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

6 years ago | August 17, 2018

Zvikoro zvovandudzwa: ‘Tiri kutanga neMash East: Utete-Masango

Daphne Machiri HURUMENDE — kuburikidza nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari — yakatanga chirongwa chekuvandudza ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti zongororo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: ...

Torova muwonekedzo wetsumo

Ticha Danga KANA tichitaura nezvechikwangu, tiri kuti tava kurova kekupedzisira musambo watanga tiinawo. Ndinofunga ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Dzidzo itsva neStem

naChiremba UPFUMI hwenyika ndiro keke rejekauchisiya rinoraramisa munhu wose. Kana keke iri risina kukura zvekugutsa ...

Zvadzidzwa mumitambo

Munyaradzi Gunduza PAMITAMBO yevechidiki iri mubhuku iri sarudza mishanu chete ugojekesa matambirwo ayo, uye ...

Ongororo yaRukuvhute

Munyaradzi Gunduza MASVONDO apfuura takanga tichiongorora bhuku renganonyorwa rinonzi Manyambiri. Takatarisa zvinhu ...

6 years ago | August 10, 2018

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chikwekwe kana kuti chishambwe.

Nako kukodza mutauro netsumo

Ticha Danga KUDZAMARA mapfupa ati mbombombo kuibva, tinoramba tichikwichidzira matanda. Hatizomiri kana hadyana yedu ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Mviromviro yemhanza mapfeka.

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Kudetemba nezvidavado

Munyaradzi Gunduza UCHISHANDISA nhetembo dzemadzinza, buritsa padzinodetembwa nezvidavado zvinoshandiswa madziri. [25]

Zvinoreva mazita

Munyaradzi  Gunduza TINOPEDZISA ongororo yekupindirana kwemazita nezviito kana unhu hwevatambi.

6 years ago | August 3, 2018

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

bumbiro idzva redzidzo…Basa remudzidzisi rashanduka

naChiremba NOKUDA kweshanduko huru yave muupenyu hwevanhu muZimbabwe uye pasi rose zvaro maererano neruzivo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>