CHECHI yeAnglican Diocese of Harare (CPCA) iri kuvaka chikoro chepuraimari mumusha weCaledonia, muHarare, nedonzvo ...
Vavariro yetatu yedzidzo itsva naChiremba VAVARIRO yedzidzo itsva yetatu ndeye kusima chidokwadokwa chekuti mudzidzi ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Ticha Danga— KUBHINDAUKA kwose kwatiri kuita kunoshaya maturo kana hwaro hwedu husina kusimba kana kumira ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: TSURO aitaurisa zvekuti vamwe vake vakanga vave kuti ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti zviyo kana kuti rukweza. Vamwe vanoti njera. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro ...
HURUMENDE neMuvhuro uno yakaparura chirongwa chekusimudzira nyaya dzezveutano muzvikoro icho chinodaidzwa kuti School ...
Sifelani Tsiko— CHIKWATA chevana vanodzidza paSt Faith’s High School, kwaRusape, chiri kutsvaga rubatsiro kubva ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mitutumitutu/matutumatutu kana kungoti mitutu/matutu. Kana kungoti duto. ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Vavariro yepiri yedzidzo itsva naChiremba VAVARIRO yepiri yedzidzo itsva kuumba mudzidzi anozonyatsoti kwane kwane ...
Freeman Razemba— HURUMENDE yakavhura zviri pamutemo muzinda wekudzidzisa vana vechikoro pamusoro pemitemo ...
Munyaradzi Gunduza— ZVIDZIDZO zvinobuda murungano: Zvinhu zvaunodzidza ndizvo zvaunobata mushure mekunge ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: RIMWE gore Mhembwe akadanana naNjiri. Tsuro akati kuna ...
Munyaradzi Gunduza— SVONDO rino tinopfurira mberi nekupedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura. Iyi imhinduro ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI inogadzira zvinwiwa, yeDelta Corporation Limited, svondo rapera yakapa rubatsiro rwemidziyo ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti zondo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:
Munyaradzi Gunduza 5. TSANANGURA zvinogutsa kuti nziyo dzaiita basa rei mungano uchishandisa ngano dziri mubhuku iri. [25]
naChiremba ZVABUDA pachena kuti hwaro hwedzidzo hwanga hwoda shanduko, vaive President, VaR. G. Mugabe vakaumba dare ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright