Denhe Reruzivo

6 years ago | May 25, 2018

Godo remapatya

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa kupindirana kwemusoro webhuku nerungano. Musoro webhuku wekuti Manyambiri ...

Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

Kudya kunowanikwa musango

Ticha Danga REGAI timboti nzvee zvishoma timboona kuti vakuru vedu vaimborarama sei takatarisana nekudya nekuti vaigara ...

6 years ago | May 18, 2018

STEM yovandudzwa . . . Maticha 300 oita zvidzidzo

HURUMENDE iri kutora matanho akasimba ekuvandudza chirongwa cheScience, Technology, Engineering and Mathematics (STEM) ...

‘Susukidzai mitauro yemuno’

Tandayi Motsi DARE reSenate riri kukurudzira kukosheswa kwemitauro yemuno kuburikidza nekunyorwa kwemabhuku ari pamusoro ...

Itai zvatakareva: Utete Masango

Abigail Mawonde HURUMENDE svondo rapera yakasimbaradza mashoko ekuti chikamu chebvunzo chinobva mukuongorora zvimwe ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Dzokorodzo inokosha pakugadzirira bvunzo

Ticha Danga CHIKAMU chakapfuura ndanga ndakatsamirana nenyaya yeGeneral paper iro randakati rinoumbwa nekubatanidzA ...

Ngano dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari

Munyaradzi Gunduza 4. NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25]

– BUMBIRO IDZVA REDZIDZO – Mviromviro dzekuwandudzwa kwedzidzo

naChiremba DZIDZO inofanira kutarisana nechokwadi chemararamiro emuZimbabwe itsva. Nhamo yakanga yakandira mazai ...

Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

Pfupiso yaManyambiri

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi kubva patakasiira svondo rakapfuura. Paida naPaido vanokura vari vana vakanga ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti ziso reshumba. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

6 years ago | May 11, 2018

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti ziso renyoka.

— Zviwanikwa zveZimbabwe —

Juliet Sharon Tom MUZIMBABWE mune mhando mbiri dzemapere — Brown hyena neSpotted hyena.

Vosona mayunifomu kuGokwe

Kingstone Mapupu VABEREKI vane vana vanodzidza kunzvimbo yeChireya, kuGokwe, vari kubatsirikana nekuwana mayunifomu ...

Zvaiitwa mapatya

Munyaradzi Gunduza NHOROONDO YEMUNYORI: Nhoroondo yemunyori inokosha zvikuru pakunzwisisa chinyorwa chake. Izvi ...

Dzinga ‘dhimoni’ rekusaziva

naChiremba KUSAZIVA kwakafanana nekufa, anodaro muimbi. Nekuda kwekusaziva, kune vazhinji vari kungopopota ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

6 years ago | May 4, 2018

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...