Munyaradzi Gunduza 11. SARUDZA vatambi vashanu vari muna Kereke Inofa ugoratidza zvinoitwa nemumwe nemumwe wavo ...
Munyaradzi Gunduza 1. UCHISHANDISA ngano shanu, tsigira pfungwa yokuti vanhu vanoita zvisingatarisirwe muupenyu ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Whinsley Masara uyo akange ari kuNyanga KANZURU yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) iri kukurudzirwa kuti ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti gwenure, gwenhure kana kuti chigwenure. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro ...
Munyaradzi Gunduza Tsanangura zvinhu zvaungati ndizvo zviri kushoropodzwa nemunyori maererano neupenyu hwemazuva ano ...
Munyaradzi Gunduza MASHIRIPITI kana jandukwa ndechimwe chiitiko chinonyanya kutora nzvimbo muzviitiko zvemungano, saka ...
Ticha Danga ZORORO reEaster rakatipa mukana wekumbozorora tichirangarira kutambudzwa kwakaitwa mwanakomana waMwari, Jesu ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:
Daphne Machiri BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari nguva pfupi yadarika rakapihwa $500 000 neZimbabwe Manpower ...
Munyaradzi Gunduza MHUKA nevanhu ndizvo zvinonyanya kushandiswa navanasarungano sevatambi vemungano. Mhuka ...
Munyaradzi Gunduza NDIANI waungati ndiye mutambi mukuru muna Kereke Inofa? Tsigira nezvinhu zvisere zvaanoita mumutambo ...
Ticha Danga DONZVO redu muchirongwa chino nderekuda kugadzira ugo hwemwana kuti husimbaradzwe uye hugoburitswa ...
Madham Chiks kuCHIVHU SVONDO rino tinoda kutarisa mhosho dzinonyanya kuitwa nevana pamatanho ose anoti puraimari, O- ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: GUDO airova mukadzi wake zvisina mukare akamboona. ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mhoni. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: Mhoni – ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: NGUVA yesarudzo yakanga yasvika. Bere aida kusarudzwa ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Tandayi Motsi ZVIKORO hazvitenderwe kumanikidza vabereki kutenga mayunifomu evana anotengeswa pachikoro sezvo iri ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey