Denhe Reruzivo

7 years ago | April 7, 2017

Nzvimbo, nguva inoitika nyaya

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi nekuongorora nzvimbo nenguva inoitika nyaya. Hubert Court: Stanley naEve vanodzoka ...

7 years ago | March 31, 2017

Beam – ‘Chikwereti hachisi kumubereki’

— Regai vana vanyorese bvunzo: Hurumende Tandayi Motsi — VANA vanodzidza vachibhadharirwa mari pasi ...

mukoti wanhasi newakare

— ‘Basa mberi, mari mushure’ l‘Zvaityisa kunzi murwere afa’ l ‘Zvasiyana nezvatave kuona’ Muchaneta Chimuka ...

Matambudziko anowira vanhu

Munyaradzi Gunduza — 3. Tsanangura matambudziko masere anowira vanhu vaigara mudunhu raShe Marwei murungano Pfuma ...

Zvaishandiswa kare nanhasi

Ticha Danga — CHISHONA chine midzi inobvira mukuyaruka kwamadzitateguru edu nekushanduka kweruzivo rwaikura nguva ...

Kunoitikira nyaya

Munyaradzi Gunduza — NZVIMBO nenguva pakuumbwa kwenyaya: Nyaya iyi iri kuitikira munzvimbo dzakasiyana-siyana ...

7 years ago | March 24, 2017

New Curriculum: Kudzidza kuita sei?

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rakaparura madzidziro matsva (new curriculum) kutanga kwegore rino.

Maererano nehukama

Ticha Danga — TIKATARISA pepa redu rechiShona tichidzoka kumashure, tinoona kuti gore rega-rega hakushaikwe ...

7 years ago | March 17, 2017

QE yakadadisa

Van Rooyen akatora  mukombe weSainzi Daphne Machiri — ZIMBABWE yakahwinha mibairo — wekutanga newechipiri ...

3 000 vodzokera kuchikoro

Muchaneta Chimuka — VANHUKADZI nevanhurume vanodarika 3 000 vave kubatsirika kuburikidza nekudzidziswa mabhindauko ...

Kurova shumba nembama

naIgnatius Mabasa — BELINGTON Nyamadzawo wekuMvurwi akatema Mambo Makope nedemo nekuti vakanga vamutsiura kuti ...

Zvinofungwa pamusoro pewanano

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association (Zwla) riri kusvitsa makore 25 ravambwa ...

Mari yehuori

Munyaradzi Gunduza — 11. SARUDZA vananyanduri vana vari muna Mutakunanzva Wenhetembo vanonyora nezvedingindira ...

Mazita nezviito

Ticha Danga — VANHU vakare vakanga vasiri marema, asi kuti vairatidza hutsanzi hwavo nenzira dzakasiyana. Imwe ...

Vanhukadzi, vanhurume murungano

Munyaradzi Gunduza — MABURITSIRWO evanhukadzi nevanhurume munyaya: VANHUKADZI:

7 years ago | March 10, 2017

Mushonga ipenzura

Munyaradzi  Gunduza — 17. KUBVA muna Mutakunanzva Wenhetembo, sarudza nhetembo imwe chete yawakafarira. Zvino ...

MaRasta nemakoronga mumugwagwa

naIgnatius Mabasa TIRI kurarama munguva dzakaoma kunge dombo rinotoda dharameta kuti ritsemuke. Ndichifamba muHarare ...

7 years ago | March 3, 2017

mayunivhesiti nehuori

— ‘Muri kushungurudza vakadzi’ —Tiri kutora matanho: Gandawa Tandayi Motsi — BAZI redzidzo yepamusoro ...

Midziyo yepamusha

Ticha Danga — MAKARE kare nyaya yemidziyo yakange isinganyatsotariswa nemhaka yekuti vanhu vaipona nekuvhima ...

Zivai New Curriculum: Shumba

Daphne Machiri — ZVAKAKOSHA kuti vadzidzisi vave neruzivo rwakadzama pamusoro pegwaro idzva rekusimudzira pamwe ...