Mukwende Washe

6 years ago | June 22, 2018

Sarudzo: Ziva kuti kuna mangwana

PATASVIKA apa unonzwa Mai Rebecca Chisamba vave kuti, “Chiringazuva chedu chatsvuka chikakwata.”

6 years ago | May 18, 2018

Ndiko kupindana kwamazuva

VAKAPINDA musarudzo dzokutanga sevavhoti nyika ichiwana kuzvitonga kuzere mugore ra1980, vachiripo nhasi uno ...

6 years ago | April 13, 2018

Tsvimbo yedzinza haipiwi mutorwa!

ANONZI mabasa kuwanda, muzvere kurarira tsenza. Vanhu tichitarisa munhu achiita kunge akatakura hari izere dzungu. Hana ...

6 years ago | March 16, 2018

Tose mumuforo kuvandudza nyika!

SVONDO rino ndarangarira zvinotaurwa mushoko raMwari panonzi paya, panowanda mashoko hapashaikwi rutadzo. Saka Mukwende ...

7 years ago | September 1, 2017

Mapurasitiki, kaylite: Toringepi?

PANE zvigadzirwa zvashungurudza vanhu, zvigadzirwa zvamazuva ano zvakauya zvichinge zvakanaka, asi zvave kutenderedza ...

7 years ago | August 25, 2017

Rwendo rwuno tarwadziwa!

MAGAMBA akarwa nenzira dzakasiyana-siyana muhondo yokusunungura nyika ari kutorwa rumwe-rumwe.

7 years ago | July 14, 2017

Ura hunozvara mbavha nemuroyi!

KWASARA mwedzi kuti tipemberere zuva remagamba akarwira rusununguko rweZimbabwe, nezuva ramauto eZimbabwe (Defence ...

7 years ago | July 7, 2017

Mazviwanza, rikave zita remwana

NYAYA yokuda kuve mberi sechigaro chamufundisi kana sehomwe yeepuroni inopfekwa navabiki, inoparira. Homwe inotungamira ...

7 years ago | May 19, 2017

Pamitauro, vana musavatyire

VANA zvavakavhura zvikoro svondo rapfuura tati tidzoke zvakare kunyaya yatakaparura masvondo apfuura – nyaya ...

7 years ago | May 5, 2017

Pamitauro simukai mese muenzane

VABEREKI vanorwarira kuti vana vavo vagone kutaura chiRungu bedzi mutauro waamai uripo musavape mhosva. Uyewo, regai ...

7 years ago | April 28, 2017

Kuita semuonde wakatukwa!

RIMWE zita ramai vaMukwende ndiMharidzo. Nokuti vakazvarwa panguva yakange ichipararira chiKristu muZimbabwe. Ndokusaka ...

7 years ago | March 31, 2017

Muti wagara unowira kwawakarerekera!

MVURA nemhepo mwaka uno ijahwi. Vana vezvikoro vari kushama kuti ko zvatiri kudzidziswa zvokuti miti haifanirwi kutemwa ...

7 years ago | January 27, 2017

Korera, chokwadi chave pachena!

ASI chii nhai? Ndufu dzinokonzerwa nezvirwere zvinobva mutsvina dzakauya tikaungudza, asi zvinoita kunge zvisina ...

7 years ago | January 20, 2017

Ndinonzwa sendirere nemunhu

MUBVUNZO: Makadii veKwayedza? Ndine dambudziko rekunzwa sendakarara nemunhu husiku nemasikati pasina zororo, nyangwe ...

Reve, reve tindike!

Ndozvireva naMukwende Washe  MWEDZI waNdira wave pakati, vamwe vasati vanyatsonzwisisa kuti Goredzva ra2017 ratovepo ...

7 years ago | December 23, 2016

Zororo riri kudenga!

NYIKA yese vana inongove, “Mvura naya-naya, tidye mupunga; Mvura naya-naya tigodya mapudzi!” Kana uri mupunga, kwangove ...

7 years ago | December 9, 2016

Mashura zuva kubuda rimwe risati rany’ura?

MAZVITA haiendi kubhangi, asi zvinongofadza kutendwawo. Ndosaka zvichinzi, tendai muchero uwe. Pese panoitwa nhendo, ...

7 years ago | December 1, 2016

Zimpapers yakabatsira chikoro

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau muZimbabwe, yeZimpapers, svondo rapera yakapa marimba kuchikoro cheGert Nel ...

Ndomuroora here?

MUBVUNZO: Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndiri kufambidzana nemusikana mukuru kwandiri nemakore maviri. Dambudziko ...

Muenzi Bond Notes haana kwaanoenda!

MARI muenzi, asi rwendo rwuno muenzi atambudza vanhu. Mumwe muenzi anowanirwa nzira dzokunzi achirongedza aende, asi uyu ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey