Daphne Machiri — VAKURU vezvikoro nevemakomiti anomirira vabereki, maSchool Development Committee, vari ...
BHUKU idzva reDuramazwi Guru ReChishona rakanyorwa nemushandirapamwe weCollege Press Publishers nebazi reAfrican ...
Munyaradzi Gunduza — TINOPEDZISA zvidzidzo zvinobva muna Kuda Muhondo svondo rino.
Ticha Danga — “MAITA Mbuya Chikonamombe chigumbu chineunye, vari Gohombwe, vai Rare. Hekani Dzete, Gusho Manyuka ...
Malven Mugadzikwa — MAMBO Seke, VaStanely Chimanikire, vanoti zvakakosha kuti zvikoro zvibatsire mukudzoreredza ...
HURUMENDE inoti kutanga gore rinouya, vana vanenge vasina kuwana dzidzo yeEarly Childhood Development (ECD) muzvikoro ...
Munyaradzi Gunduza — MUMWE anokwanisa kuti akadzidza zvinhu zvakafanana nezvinotevera:
Ticha Danga — TSAMBA dziriko kubandiko rerondedzero uye kazhinji hapashaikwe tsamba pabvunzo regore rechinomwe. ...
Munyaradzi Gunduza — 5. TSANANGURA zvizere matambudziko anosangana nevatambi vari murungano rwunonzi Museve ...
Malven Mugadzikwa — CHIKORO cheEllis Robins chiri muHarare chakaparura chirongwa cheTrafic Safety Club icho ...
MUBVUNZO: Makasimba here sekuru? Ndiri murume ane makore 46 okuberekwa, mudzimai wangu akashaika makore adarika uye ...
Ticha Danga — KUNE mhando dzakasiyana-siyana dzerondedzero idzo tinogona kunyora kana kusangana nadzo mubvunzo ...
NDAUWE ndauwe! Takumanahe muchirongwa chedu chetinoreketa ngetsika neunhu hwedu hwechiNdau. Nyamashi tinode kureketa ...
Daphne Machiri — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima vanoti Hurumende ...
Munyaradzi Gunduza — 3. NDEZVIPI zviitiko zvisere zvaungati hazvitendeseki zvinowanikwa muna Museve Usingapotse? ...
Malven Mugadzikwa — MUKURU wedzidzo muHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vanoti mubatanidzwa ...
Munyaradzi Gunduza — 1. Musoro wekuti Museve Usingapotse unowirirana zvakadii nezviitiko zviri murungano? Tsigira ...
VENTURES: GORE REKUTANGA CHISHONA (College Press) BHUKU idzva reGore Rekutanga ChiShona rakanyorwa naCletus Kumbirai ...
Munyaradzi Gunduza — TINOFAMBIRA mberi nematambudziko anosangana nevanhu munguva yehondo. Kufenda — chikwata ...
KWASARA mwedzi kuti tipemberere zuva remagamba akarwira rusununguko rweZimbabwe, nezuva ramauto eZimbabwe (Defence ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright