Blogs

7 years ago | July 7, 2017

‘Simudzirai matarenda evana’

Malven Mugadzikwa — MUKURU wedzidzo muHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vanoti chirongwa ...

Zvidzidzo munyaya

Munyaradzi Gunduza — 17. DONONGODZA zvidzidzo zvishanu zvekupanga mazano zviri muna Dare Retariro. [25] Muna Dare ...

Mazviwanza, rikave zita remwana

NYAYA yokuda kuve mberi sechigaro chamufundisi kana sehomwe yeepuroni inopfekwa navabiki, inoparira. Homwe inotungamira ...

Zvakaita kuti vade hondo

Munyaradzi Gunduza — TINOENDERERA mberi nezvimwe zvakaita kuti vanhu vatema vatange hondo munaKuda Muhondo: ...

7 years ago | June 30, 2017

Manyorerwo erondedzero

Ticha Danga — KOTORO zvoyoda kunopera kudai ndipo panopinda kunyorwa kwerondedzero mubvunzo, iyo inotakura ...

Zvinoitwa nevatambi

Munyaradzi  Gunduza — 15. NDEZVIPI zvinoitwa nevatambi vanotevera zvinoita kuti nyaya iri muna Dare Retariro ...

Zvanotuma vatema kurwisa mabhunu

Munyaradzi Gunduza — ZVINHU zvinoita kuti vanhu vatema vaende kuhondo nevachena:

Madzikirira chinombova chii?

MUBVUNZO: Nhai sekuru, chinombonzi madzikirira chii? Zvinenge zvichifamba sei kuti zviitike? Anokonzerwa nei? ...

7 years ago | June 23, 2017

Environmental Management Agency yoshanda pamwe nezvikoro

Muchaneta Chimuka — SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) riri kushanda pamwe chete nezvikoro ...

Zvidzai arwarisa

Munyaradzi Gunduza —13. BURITSA zvinhu zvishanu zvinojekesa kuti Zvidzai akanga anyanyisa kurwara muna Dare ...

Kuda anonorwa hondo kuBuhera

Munyaradzi Gunduza —VANHU vepamba pavanaKuda vanoda hondo chaizvo zvinoita kuti vapate musha vasingadi kuwana ...

7 years ago | June 16, 2017

Gumbonzvanda hutu nemukombe

Muchaneta Chimuka — SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) riri kupa chenjedzo kuvana vechikoro ...

Kudya kune utano

Ticha Danga — MISHONGA yose yotowana muzvipatara mazuva ano inobva mumakwenzi ari mumatunhu atinogara kunyanya ...

Zim-Asset ngaive ndiyo jakwara

VARI kumaruwa, kana vanoshanya kumaruwa, yasvika nguva yemajakwara, nguva yemukombe wehwomusungwa kana ...

Kuda hondo kwaKuda

Munyaradzi Gunduza — MHENENGURO yekudyidzana kwemusoro webhuku nerungano: Musoro webhuku iri unotsigirwa nevatambi ...

Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza — 11. Tsanangura zvidzidzo zvishanu zvawakawana maererano nezvechirwere cheshuramatongo muna ...

7 years ago | June 9, 2017

Hunhubu hwaCindy hunomushoresa

Munyaradzi Gunduza — Hunhubu hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka.

Maticha vowaniswa dzimba

HURUMENDE inoti yakatanga chirongwa chemushandirapamwe nemakanzuru nedonzvo rekuwanisa varairidzi dzimba.

Ndinogara ndichingotevera

MUBVUNZO: Sekuru, ndiri mudzimai ane makore 30 ekuzvarwa. Dambudziko rangu nderekuti ndiri kungoenda kunguva yangu ...

Panotizira Tandi . . .

Munyaradzi  Gunduza — 9. TSANANGURA shanduko inoitika pamusha paVaTigere kubva panotizira Tandiwe muna Dare ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>