Blogs

7 years ago | January 13, 2017

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nyamututa. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Shona inokosha

TINOTI makorokoto makuru tapinda muna2017. Tinoda kurumbidza Musiki nekutipa mumwezve mukana wekutanga rimwe gore ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Padzisa tsumo idzi: 1. Apunyaira haashaye . . . (misodzi)

7 years ago | January 6, 2017

Yambiro kumaticha

‘Imhosva kupfimba mwana wechikoro’ GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti varairidzi ...

Mayunifomu:Zvitoro zvoita mitengo miviri

IBESANWA muguta reHarare svondo rino apo vabereki vari kutenga zvinhu zvakasiyana zvevana vechikoro segadziriro ...

Fambidzana neKwayedza

. . . kuti ubatsirikane Munyaradzi Gunduza— MABHUKU ese atichange tichiongorora muchikamu chino ndiwo achanyorwa ...

Maticha eSadc batanai: Dokora

GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti zvakakosha kusimbaradza mitemo inokurudzira ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti igo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Mitambo yakare

Ticha Danga— INO inguva yekufara. Vanhu pasi rese vari kupembera kubva kutanga kwemwedzi waZvita dakara panozopera ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Padzisa tsumo dzinotevera:

DETEMBA TINZWE

Sadza naMunashe Gwarimbo Ini ndini sadza murume Mukuru panyika pano. Dai Ndisipo ini mairarama here.

7 years ago | December 29, 2016

Form 1: e-enrolment yakabatsira – Dokora

CHIKAMU chinodarika 60% chenzvimbo dzeForm 1 dzegore ra2017 chakatopihwa kuvana kuburikidza nekushandisa chirongwa ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Duramazwi

NZORORERAMUDENGA — Aya maitiro emunhu ane husimbe, anenge achida zvekunanazikira nekusachimbidzika mubasa, asi achida ...

7 years ago | December 23, 2016

Form 1: ‘Hazviite izvi’

VABEREKI vari kutambira zvakasiyana danho rakatorwa nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari rekuti nzvimbo dzevana ...

Grade Seven yakapaswa

VANA vakanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rino muzvikoro zvakasiyana ...

Kwenda High School yosusukidza STEM

CHIKORO cheKwenda High School icho chiri kuChikomba chiri kususukidza zvidzidzo zveScience, Technology, Engineering ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...