Blogs

7 years ago | October 28, 2016

Zviito zvemutambi

Munyaradzi Gunduza 10. Ndiani mutambi ari muna Ndiko Kusasana waunganzwa kushatirwa kana ukafananidzwa naye? Tsigira ...

Nhava yemberi

Ticha Danga ZVATAPEDZA kunyora bvunzo dzegore rechinomwe kudai, tatarisana nerwendo rwemberi urwo rwunoda manyatera ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti tsotso. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

8 years ago | October 21, 2016

Vana vofunda zvitsva

ZVIKORO zvose zvemuZimbabwe zvichatanga kudzidzisa zviri mugwaro idzva rekuvandudzwa kwedzidzo, reNew Education ...

Mudzidzisi chikwapuro cheShona

MUDZIDZISI wepachikoro cheSt Francis of Assisi chiri kuChivhu, uyo anove shasha pakufundisa Shona, svondo rapera ...

Zuva guru reHatfield Girls High

Vana shasha vakakumba mibairo  ‘kwayedza iri kusimudzira Shona’ CHIKORO cheHatfield Girls High, icho gore rino chiri ...

Mbudzi inodyira payakasungirwa!

VEDUWE-E, izvi zvanyanya. Tinozviziva kuti mbudzi inodyira payakasungirirwa, asi ngatibvunze vamwe vedu kuti ...

Ongororo yebvunzo

Ticha Danga TABVAMO muchakasara umo tanga tiri kupishana nepfungwa tichiedza kubidinura zvose zvatakadzidza kuti ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti guyo nehuyo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Jane ndiye ava kudiwa

CHITSAUKO 3 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Kutenda kwakadai amwene vasingamboiti kuna Vida nokuti zvaiitwa naVida ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Zadzisa tsumo dzinotevera:

Nyaya yekusavimbika

Munyaradzi Gunduza   7. Munyori ari kutiratidza kuipa kwekusavimbika muupenyu. Buritsa nzira dzaanoshandisa ...

Chishona chakanaka

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

8 years ago | October 14, 2016

B & P ndivo shasha

Vana vepo vanorova chikoro CHIKORO cheB & P Study Centre Primary School ndicho chakatora mubairo mukuru mumakwikwi ...

Shona tinotsvunha: Kwenda High

Daphne Machiri KWENDA High School, iyo iri kuChikomba, ishasha pazvidzidzo zveShona izvo zvaona vana vepachikoro ichi ...

Madingindira mungano

Munyaradzi Gunduza 4. Munyori anoburitsa sei madingindira anotevera muna Ndiko Kusasana? (a) mari (b) kunyengedza (c) ...

Amai vaSimon vofarira Jane

CHITSAUKO 2 (Ongororo: Enderero mberi) Tichienderera mberi nawo musambo wekuti munyori ndiye ari kutaura, tinobva ...

Tsumo dzakadzama

Ticha Danga ZVINOZIVIKANWA chose kuti dzidzo inhaka yeupenyu iyo yaunogara nayo dakara mukufa. Kana wakadzidza, ...

8 years ago | October 7, 2016

Batanai yopinza vana chikoro

RIMWE boka remadzimai rekuMakonde District, kudunhu reMashonaland West, riri kubatsira vana nherera, vanobva kumhuri ...

Delta yopa mabhezari

APUNYAIRA haashayi misodzi! Chirevo ichi chinozadziswa nekusanduka kweupenyu hwemumwe mukomana aizivikanwa nekuita ...