Blogs

8 years ago | July 8, 2016

Chikoro chemabasa emawoko

VANA vechikoro nevamwe vagari vekudunhu raMambo Siabuwa, kuBinga, vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru nekudzidziswa ...

CHISHONA CHAKANAKA

 VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Maidei anotadza kubata pamuviri

ONGORORO (Enderero mberi): Mazwi anotaurwa nemuroora ainge akafanana nekudira munyu paronda nyoro izvo zvinonzi, “Akange ...

Duramazwi

NDONGAMAHWE – Aya matambiro anoita vanhu pabira rekurova guva.

Handiwe bedzi une kodzero

NYIKA imwe neimwe pasi rose ine mutemo unonzi ndiwo mutemo wapamusoro-soro, rinove bumbiro romutemo. Kana Zimbabwe inawo ...

Dombo rinoiswa paguva rinorevei?

MUNONZWA zvichitaurwa, vamwe makazviita mumhuri dzenyu; munozvionawo mumapepanhau vanhu vachishambadza, kana kungoona ...

Zvinoreva mazita

Munyaradzi  Gunduza Zvinoreva mazita evatambi (Tinoenderera mberi): Zita rekuti Mupambi rinozadziswa naMambo Mupambi ...

Mhando yemuriwo

NDINODA kubva ndangojekesa kuti vaya vanodya miriwo inonyanyowanikwa mumasango vane mukana yekukura vakagwinya nemhaka ...

8 years ago | July 1, 2016

B & P yakaita mufamba nyore

Vana vakashanya kuVic Falls nendege VaJimmy Muwodzeri, avo vanove murongi wechirongwa ichi, vanoti izvi zvakakosha ...

Econet yotendwa neParamende

  KAMBANI yeEconet iri kurumbidzwa nekubatsira kwairi kuita mukusimudzira dzidzo munyika kuburikidza nekuyamura ...

Zim ichabatsira S. Sudan mukuvandudza dzidzo

Dr Dokora vakataura mashoko aya mudare reSenate nguva yadarika apo vaipindura mubvunzo wemumiriri weProportional ...

Mazita evatambi

Munyaradzi  Gunduza Zvinoreva mazita evatambi: 11. Sarudza vatambi vashanu vari muna Museve Usingapotse ugotsanangura ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

DETEMBA TINZWE

 DAI NDAKAZIVA NDAKATEERERA naAmanda Chirambadare Hama dzangu, nhasi ndochururuka Ndangariro dzanyura munguvamisodzi neziya.

Tsumo nemadimikira namukanya

NGATIMBOONAI tsumo dzinoshandisa kana kuti dzinodoma gudo, hongu ivo mukanya pachavo. 1. Mukutanda makudo, ndimo ...

Mhando dzehohwa

Ticha Danga ZVIKOMANA zvakare nezvemazuva ano zvasiyana. Zvekare zvaive zvakagwinya asi zvisina kufuta. Zvamazuva ano ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti rwenga, rwaenga kana kuti chaenga. Kare kusati kwave nepoto, hari dzaive ...

Duramazwi

PFUNDA – Uyu anogona kuve murume anenge akura chaizvo asina kuroora. Kupfunda zvinogona kureva zvakare kusunga ...

Ndinorota ndiine murume

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO:NEKUZIVA kuwanda kwematambudziko muvanhu, bepanhau renyu kutanga svondo rino ...

Chaibhururuka chazomhara!

KUBVA Bhritiyana Kuuya muno muZimbabwe