MAKADII veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu ndakawana wandaida saka vamwe varume chirega henyu kufona pa0774 868 ...
VAYA vamunogaronzwa vachiti, “ZvemuZimbabwe hamuzvizivi here,” potai muchivabvunza kuti imbori Zimbabwe yokupi ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 30 okuzvarwa uye ndakaroora makore matatu adarika. Tine ...
MAKADII veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ari ...
MASVONDO maviri apfuura kusvika musi woMuvhuro 18 Kubvumbi, mazuva ange akagukuchira. Aive masanganiswa – kuchema zvese ...
MAKADII zvenyu? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana vatatu ndinotsvagawo murume ari pachokwadi nemba ane makore 45 ...
MUKWENDE anogarotaura kuti benzi rikaramba rosekererwa parufu, hazvizokushamisai mave kuona rave kusimudza chitunha ...
MUMADHOROBHA, vanhu vasati vave kugara kumasabhabha, kana kuti dzimba dzomumarukisheni dzichiri mumawoko emakanzuru, ...
HEVOI veKwayedza. Ndiri murume ane makore 30 okuberekwa uye ndinotsvaka mudzimai ane makore 27 kusvika 22 anoda ...
KUPERA kwesvondo (Kurume 5) vadzidzi vanhasi, nevaimbove vadzidzi, vadzidzisi nevabereki vakaungana kuchikoro chine ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri musikana ane makore 20 okuzvarwa. Dambudziko rangu rakamira seizvi: Ndine ...
RINO isvondo rakakosha nokuti musi wa8 Kurume, sezvinoitwa gore negore, pasi rese kusanganisira muno muZimbabwe, ...
VANOTARISIRA Kwayedza pasi hamheno zvenyu makasarira, ini wangu wandaida ndakamuwana “Nothando” saka vose vachiri ...
KUPERA kwesvondo radarika takaona vaimbi vemisambo yakasiyana, vana nyanduri navamwe vanyori vachipembedzwa mumabasa avo ...
MAIFUNGA kuti vanhu chete ndivo vane makuhwa, vamwe vachinongedzana kuti varume vane makuhwa kupinda vakadzi; norumwe ...
NDINOTENDA ndakamuwana murume wandaida saka veduwe-e vamwe chiregai kuramba muchindifonera pa0779 534 154 nekuti ...
TAZOSVIKA patange tichivavarira — chigaro chaPolitical Commissar. Pamusana pei zvakakosha kuti vanhu vazive kuti chigaro ...
ZVIRWERE zviri kungoramba zvichinyuka gore rega rega zviri kubva kupi, kunyanya zviri zvirwere zvinonzi zvaimboveko kare?
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore makumi mana ekuberekwa. Dambudziko rangu tete nderekuti ...
MAKOROKOTO eGoredzva ratiri kubata Chishanu chino kumhuri yose yakadyarwa kumativi mana eZimbabwe. Yeukai kuti 2015 ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright