Ngoma Nehosho

6 years ago | June 22, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mugotiudza kuti mudzimai uyu – uyo ane mukurumbira wekuita chirongwa ...

6 years ago | June 15, 2018

‘Musatsimbirire matarenda evaimbi’

MUIMBI wemisambo yechitendero nenziyo dzechivanhu anoti vaimbi vakawanda vachiri kusimukira vari kusangana nedambudziko ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove chizvarwa ...

6 years ago | June 8, 2018

Muza oita zvemimhanzi

Muchaneta Chimuka SHASHA yemitambo yemadhirama – Fidkon Weakin Muza (38) – ave kupinda mune zvemimhanzi uye ...

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

Spaghetti nenyama yemombe

SPAGHETTI kudya kwakareruka uye kune utano sezvo kuchipa macarbohydrates nemapuroteni. Svondo rino, Richard Sakurima ...

hd otsikisa dvd raUsandisiye

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion neJazz – David “HD” Hondoyedzomba – anoti vaimbi ngavakoshese kubika ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anove chizvarwa chekuSouth Africa, aine ...

6 years ago | June 1, 2018

‘Chipo hachina zera’

Gamuchirai Muzanenhamu MUKOMANA ane makore 19 okuberekwa ari kusimukira munyaya dzekutsikisa mafirimu okurudzira vamwe ...

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove chizvarwa ...

Mufushwa wemutsine

MUFUSHWA wemutsine kudya kwechivanhu kunokurudzirwa sezvo kuchipa utano. Mumufushwa tinowana Vitamin A, B neC. Svondo ...

6 years ago | May 25, 2018

‘Dendera harina muridzi’

Malven Mugadzikwa ZVISINEI nekuti musambo weDendera unozivikanwa neveruzhinji uchiridzwa nevemhuri yekwaChimbetu, mumwe ...

6 years ago | May 18, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anova shasha yemusambo ...

6 years ago | May 11, 2018

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anova shasha yemusambo weChimurenga – ...

Humbimbindoga bodo — Mutodi

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion Tich Mutodi anoti vaimbi vanofanirwa kushanda vese vakabatana nechinangwa ...

Humfrey azviita zvakare

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechidiki wenziyo dzechitendero – Ziggie Humfrey (28) – uyo anozivikanwa nezita ...

6 years ago | May 4, 2018

‘Fundo inokosha kuvaimbi’

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion nePasada – Walter Sonayi – uyo anonyanya kuzivikanwa saPapa Sodza, ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti mutambi wemafirimu nemadhirama watakaburitsa papeji rino uyo ...

6 years ago | April 27, 2018

Muimbi orongera pairesi

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechidiki ari kusimukira mumusambo wechitendero – Shepherd Chitapa (27) – uyo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>