NHAU DZEDZIDZO

1 year ago | December 4, 2022

Mari yebazi redzidzo yawedzerwa

PREMIUM Nqobile Tshili HURUMENDE yawedzera homwe yebazi redzidzo yepuraimari nesekondari apo iri kushanda zvakasimba ...

1 year ago | November 30, 2022

Maticha eZimbabwe odadisa kuNamibia

PREMIUM Conrad Mupesa ari kuRUNDU, Namibia ZVIZVARWA zveZimbabwe zviri kunze zviri kuramba zvichisimudzira mureza ...

1 year ago | November 22, 2022

ECD ndiyo hwaro hwedzidzo

Muchaneta Chimuka NHENGO dzeParamende dzemunyika dziri mudunhu reSouthern African Development Community (Sadc) dzinoti ...

1 year ago | November 21, 2022

Kupihwa kwevana chikafu muzvikoro kwadzoka

Leonard Ncube HURUMENDE inoti yakazvipira kuti muzvikoro muchitanga kubikwa chikafu chinopihwa vana senzira yekubatsira ...

1 year ago | November 15, 2022

MHUKA NEVANA VADZO

Munhu – rusvava Gudo – rushiye Tsoko – maidei/shokorana Hwai – shere Gava – hambwana/handa/mbwanana Inda – rakadzi Kamba ...

Education Act chinombori chii?

Muchaneta Chimuka NEDONZVO rekusimudzira uye kukoshesa nyaya dzedzidzo, Hurumende yeZimbabwe yakadzika mutemo ...

1 year ago | November 10, 2022

Vadzidzi vowana masaisai epachena

Muchaneta Chimuka GURUKOTA reposvo nedzinhare, Dr Jenfan Muswere, nemusi weChipiri vakaparura mizinda gumi inoona ...

1 year ago | November 2, 2022

‘Koshesai dzidzo yevanasikana’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Evelyn Ndlovu vanoti vanasikana vanoda chengetedzo ...

1 year ago | November 1, 2022

Kutsvaga nzvimbo dzeForm 1 kwatanga

Debra Matabvu KUTSVAGA nzvimbo dzechikoro dzeForm 1 dzegore rinotevera padandemutande kukatanga nemusi weChipiri svondo ...

1 year ago | October 28, 2022

Muzvinafundo Murapa ashaya

Munyori weKwayedza MUTEVEDZERI wemukuru weAfrica University wechipiri, iyo iri kwaMutare, Second Vice-Chancellor ...

1 year ago | October 27, 2022

Maticha 10 000 opinzwa mabasa

Nqobile Tshili BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti rine hurongwa hwekuti varairidzi 10 000 vapinzwe mabasa gore ...

1 year ago | October 18, 2022

Hunyunyu paHillcrest College . . . vana vadiki vanorohwa nevakuru

Tendai Gukutikwa ari kwaMUTARE VADZIDZI vatanhatu veForm 6 vepaHillcrest College kwaMutare nemusi weMuvhuro vakamiswa ...

2 years ago | October 13, 2022

Mabhindauko ounza budiriro muzvikoro

Muchaneta Chimuka KUTI zvikoro zvinge zvichibudirira, zvakakosha kuti zviite mamwe mabhindauko anobatsira mukusimudzira ...

2 years ago | September 27, 2022

Chikoro chopa vana zvirauro, kwete hove

Muchaneta Chimuka CHIKORO cheGwindingwi High chiri kuBikita, mudunhu reMasvingo chiri kuita mabasa makukutu ekusimudzira ...

2 years ago | September 21, 2022

Zvinorovesa hana . . . Vana vechikoro vamitiswa, varoodzwa vawanda

Nqobile Tshili VANA vechikoro vanosvika 14 600 – kusanganisira vasikana 238 vepuraimari – vakasiira chikoro panzira gore ...

2 years ago | August 23, 2022

‘Regai vana vamitiswa vaenderere nechikoro’

Muchaneta Chimuka VANASIKANA vanomitiswa vachiri kuenda kuchikoro vari kutadza kuenderera mberi nefundo ysvo nekuda ...

2 years ago | July 27, 2022

Matambudziko evadzidzi mumakoreji ofushunurwa

Muchaneta Chimuka ONGORORO ichangobva kuitwa nemasangano akazvimirira anoona nezvedzidzo akabatana nemakoreji ari ...

2 years ago | July 5, 2022

Vana vofundiswa nezvemabasa

Muchaneta Chimuka VANA vezvikoro zviri kuChitungwiza svondo rapera vakawaniswa mukana wekufundiswa pamusoro pemabasa ...

2 years ago | June 14, 2022

Zvikoro zvapihwa midziyo yeICT

Muchaneta Chimuka WORLD Vision Zimbabwe, kuburikidza nerutsigiro rwehomwe yeEuropean Union Humanitarian Fund, iri ...

2 years ago | June 7, 2022

Chikoro chapihwa makombiyuta

Kingstone Mapupu CHIKORO cheSt Martins Nyamweda Primary School chekuMhondoro chakabatsirwa nemakombiyuta 15 anokosha ...