NHAU DZEKUMATARE

7 years ago | June 23, 2017

Muroora odzinga vamwene pamba

Lizzy Mushoriwa —MUDZIMAI wekutizwa nemurume achienda kuSouth Africa uko akamutevera ndokutizwa zvakare, ava ...

Murume nemukadzi zvimbokoma padare

Gamuchirai Muzanenhamu — YAKAVE bata murefu bata mupfupi padare reHarare Civil Court svondo rapera apo murume ...

Makondirakiti emhando yeAntenuptial

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo —MAKONDIRAKITI aya akamira sei uye ndivanani vakakodzera kuashandisa?

‘Ndava kutya kurohwa nevana vangu ‘

Gamuchirai Muzanenhamu —VANA vashanu vekumiswa mudare redzimhosva vachinzi vari kushungurudza baba vavo vanoramba ...

7 years ago | June 16, 2017

‘amai vangu muri satani’

— ‘Ndokusaka imi nababa muchipfeka mazitye’ Gamuchirai Muzanenhamu — MWANAKOMANA wekuputa zvinodhaka pamberi ...

Baba havazive vana vavo

Gamuchirai Muzanenhamu — MUSHARUKWA wekuzama noto kuti mari yemendenenzi yaari kubvisira vana vake vaviri ibviswe ...

‘Amai vanodanana nemurume wangu’

Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahadzika zvikuru apo mumwe mudzimai akati amai vake ...

Vorwira vatengi pamusika

Lizzy Mushoriwa — NYAYA yekurwira makasitoma epamusika pakati pemadzimai maviri yakapedzisira yasvitswa kumatare ...

Otongerwa kupumha muvakidzani huroyi

Muchaneta Chimuka — CHEMBERE yekuChitungwiza yakamiswa mudare redzimhosva reko ichipomerwa mhosva yekunanga ...

7 years ago | June 9, 2017

‘Mwana handi wangu’

‘. . . wakamuita naAshton’  Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti agurwa kunorira nemudzimai wake uyo ari ...

‘Ndinowacha, kutsvaira mudzimai akati pweshe’

Lizzy Mushoriwa — MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achida kuti abvise mari yekuchengeta mhuri ...

‘Kukumbira tanyanya, zvave kutonyadzisa’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE mudzimai anoti murume wake ane nungo dzinonyadzisa sezvo asingade kushandira mhuri ...

Ticha akanyimwa $300

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI anoshanda semudzidzisi wekuda kuchengetwa neaimbove murume wake mushure mekunge ...

Mbavha yemota yakasungwa

Muchaneta Chimuka — GORORO rekuBeatrice iro raive nekatsika kekubira vanhu mapatsi emota rakaigochera pautsi ...

7 years ago | June 2, 2017

Mwana oroodza amai . . . ‘Baba zvavafa kudai, saka chitsvagai ...

Anesu Kurebwaseka ari kwaMUTARE CHIREVO chinoti nhamo inhamo zvayo amai havarodzwi chakashaya basa zvichitevera nyaya ...

‘Uri kuda $450, apa ndinotambira $122’

Lizzy Mushoriwa — MURUME anoshanda semurairidzi wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akarohwa nehana apo ...

‘Ibva pano, enda kuna amai vako kumakuva’

Lizzy Mushoriwa — MUZUKURU wekuti ari kudzingwa pamba pevabereki nasekuru vake vamuchiti ndiye akauraya amai vake ...

Vavakidzane tiba!

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekuendeswa kudare nemuvakidzani wake achinzi ari kumushungurudza ...

‘Handigare nevana, asi ndinoda $900’

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekuenda kudare achiti anoda $913 pamwedzi kubva kune aimbova murume wake yekuchengeta ...

7 years ago | May 26, 2017

‘Kana ndadhakwa . . .’

‘ndinoitira tsvina muchikafu, mupoto nemumabhurugwa’ Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakashamiswa zvikuru apo ...