NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | May 6, 2016

‘Kurorerwa imhosva here?’

Amager Mufema VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati anogara achirohwa nevanamukurungai vake, ...

‘Ndinotiza kurohwa nemukadzi wangu’

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake akaudza mutongi kuti iye ndiye ari kutoshungurudzwa ...

Ndashaya rugare nevazukuru: Gogo

Amager Mufema VAZUKURU vekupomerwa kushungurudza ambuya vavo kuburikidza nekupa shamwari dzavo nzvimbo yekurima zvisina ...

8 years ago | April 29, 2016

‘Handirambwe, ndide chete’

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekupomerwa kushungurudza aimbove shamwarikadzi yake achinzi anomurova nekumutukirira ...

Akanyimwa mari anobvisa hembe

Amager Mufema IMWE chembere inoti muzukurukomana wayo ari kuishungurudza zvikuru uyo anoti kana akakumbira mari ...

‘Ndakarohwa nemugoti’

Yvonne Chidochashe Manyanja VAMWE samusha vanoti vanogara vachizvambaradzwa pamwe chete nemukadzi wavo neshamwarikadzi ...

Varoora vorwira musha watezvara

Yvonne Chidochashe Manyanja VAKADZINYINA vakaendesana kumatare edzimhosva zvichitevera kunetsana kwavari kuita nenyaya ...

‘Huwori bodo, chengetedzai mhuka’

VASHANDI vanochengetedza mhuka dzesango vanokurudzirwa kuita basa ravo nemazvo uye kuti vasiyane nehuwori hwekupihwa ...

Mai mwana pamba vhuu nembatya dzechikomba

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekusada kurambwa mushure mekunzi akaenda kumba nembatya dzechikomba akachema-chema ...

8 years ago | April 25, 2016

Mukuwasha anorova ambuya

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukuwasha akaendeswa kudare reHarare Civil Court achipomerwa mhosva yekurikita ambuya, ...

8 years ago | April 15, 2016

‘Ndinozvamburwa nemukadzi wepaWhatsApp’

Yvonne Chidochashe Manyanja SAMUSHA vekuti vanogara vachioneswa ndondo nekuzvindikitwa zvose nemudzimai wavo ...

‘Musadzidzise mwana wangu chipfambi’

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANASIKANA wemakore 14 ekuberekwa wekuBuridiro, muHarare, anonzi akatorwa nevavakidzani ...

Ozvivharira pabasa nekutya kutukwa

Amager Mufema MUMWE mukadzi anoti ave kugara akazvivharira kubasa kwake achitya kushungurudzwa nemudzimai ari kumupomera ...

‘Anonditukirira achiti ndine mukondombera’

Amager Mufema MUKADZI wekuti anogara achitukwa neaimbove murume wake pajekerere achinzi ane chirwere chemukondombera ...

8 years ago | April 8, 2016

Kanzura akaripiswa mombe 3 adanana nemukadzi wemuridzi

MUMWE kanzura wekwaMunyawiri, kuDomboshava, wekubatwa nemhosva yekudanana nemukadzi wemuridzi akatongerwa kuti aripe ...

‘Une chipfambi chinosemesa’

Janet Chikotosa MUKADZI wekugara achida kuchekwa nebanga nemurume wake pavanonetsana nenyaya dzekuti haabvire ...

Musikana webasa anorova ‘bhasa’. . . nekumudira mhiripiri kumeso

Yvonne Chidochashe Manyanja PANE musikana anoshanda mumba akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa kutema amai ...

‘Unoruta kunge bere’…Anodya nenyama mukadzi nevana vachidya ...

Janet Chikotosa IMWE chembere yakachema-chema mudare ichiti murume wayo ane katsika kekutenga nyama achibika pamwe ...

8 years ago | March 31, 2016

Shamwarikadzi yakafira $2

PANE mukomana wekwaMurambinda, kuBuhera, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa kuponda shamwarikadzi yake iyo yaakange ...

‘Kushayawo mwana handi kuda kwangu’

Janet Chikotosa MUKADZI wekuti akarambwa neaimbova murume wake nekuti haana mbereko akadunura mudare achiti kwakange ...