NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | January 15, 2016

Bhudhi voburitsira sisi banga

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekubatirwa banga nehanzvadzi yake mushure mekunetsana pamusoro pemba yakasiiwa ...

Anorova amai, nekuvatukirira

Janet Chikotosa MWANAKOMANA wekugara achirikita pamwe nekutukidzira zvinyadzi amai vake nekuda kwepfuma yenhaka yababa ...

‘Mukadzi wangu anobata-bata’

Janet Chikotosa MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi ari kumushungurudza akati anorova pamwe nekutuka ...

8 years ago | January 8, 2016

Akaponda sekuru kuti adanane naambuya

MAPURISA ekuMarondera ari kuferefeta mhosva yemurume anonzi akaponda sekuru vake nechinangwa chekuti asare ...

‘Muramu anondipindira mubhedhuru ndirere’

Nyasha Chabvonga MUKADZI wekuDomboshava wekuti ari kupfuviswa nemunin’a wemurume wake uyo anomupindira mumba arere ...

Akapondwa paGoredzva

MURUME wekuSt Mary’s, kuChitungwiza, akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekuponda munhu waakange achiedza kurandutsira ...

Huku dzakaisirwa muchetura

MURIMI wemubhuku raChigora, kwaShe Mangwende, kwaMurehwa, akagurwa kunorira apo akarasikirwa nehuku 14 munyaya ...

HIV/AIDS, vechidiki nekusarura

VANA vanozvarwa vaine utachiona hweHIV vari kukura zvekusvika pazera rekuroora kana kuroorwa, inova nguva inorwadza ...

Tezvara nemukuwasha tiba

Cassius Mushore TEZVARA nemukuwasha vakatsvukisirana maziso mudare nenyaya yeroora apo tezvara vaitsika madziro vachiti ...

‘Wakandisiira masofa uchitiza musha’

Cassius Mushore MUPURISA wekunzi akatapurira mudzimai wake chirwere chepabonde ndokumutengera masofa senzira yekukumbira ...

Baba vanofamba mumba vari musvo vana varimo

MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achinzi anomushungurudza kuburikidza nekushinha naye vana vavo vachiona pamwe ...

8 years ago | December 25, 2015

Ndakamboita chipfambi: Mukadzi wemunhu

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akaroorwa akadura kuti akamboita gumbo mumba, gumbo panze ...

‘Mimba handi yangu, hande kun’anga’

Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akaramba pamuviri pane mukadzi wake achiti ...

Akarova chigure chikatyoka ruwoko

MURUME wekuBeatrice uyo anoshanda semutyairi wetarakita akatongerwa kunodya refovhoro zvichitevera kubatwa kwaakaitwa ...

Vahosi nzeve kwachu nanyachide

Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mukadzi akaratidza mutongi chidimbu chenzeve yake ...

‘Uri kutengesa mombe, kwete kuti dzinofa’

Cassius Mushore MURUME wekunzi ari kushungurudza mudzimai wake pamwe nekuparadza upfumi hwakaita semombe achitengesa asi ...

Vaimbodanana vatosvorana

Nyasha Chabvonga MUMWE mukadzi anoti murume wake ane katsika kekutuma shamwari yake kuti imufonere obva azomuti ipfambi ...

Anodzipira amai nyama

Cassius Mushore MWANAKOMANA wekugara achishungurudza amai vake kuburikidza nekuvadzipa pahuro kana vachinge vamupakurira ...

Mukuwasha akarohwa naambuya. . . ndokutiza musha achisiya mhuri

Nyasha Chabvonga ZVEKUNYARANA zvakambosendekwa apo mukuwasha akazvambaradzwa kurohwa naambuya vake zvekusvika pakutiza ...

Mupurisa ofemeswa naDembo

Nyasha Chabvonga MUPURISA wekunzi anodanana nemurume wemuridzi akazoenda kudare achiti ashaiswa rugare nekugara ...