Cassius Mushore MURUME wekugara achizvambaradzwa nemukadzi wake akachema-chema mudare achiti anogona kupedzisira ...
Nyasha Chabvonga MURUME wekuti anokwanisa kubvisa $20 yemendenenzi pamwedzi yekuchengeta mwana akashurwa mudare ...
Sandy Musungata CHEMBERE yekupfuviswa nekugara ichirohwa nekutukidzirwa nemuroora wayo yakazopotera kudare. Edina ...
Malven Mugadzikwa0 MUMWE muporofita wekuEpworth, muHarare, akamiswa mudare reHarare Magistrates’ Courts achipomerwa ...
Nyasha Chabvonga NYAYA yekurwira chimbuzi pakati pevavakidzani yakazoperera kudare apo mumwe akapoterako. Elizabeth ...
Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamutorera gwaro rerunyararo ...
MUTEMO wemendenenzi uripo pakuti vana vange vachiriritirwa nemubereki kana kuti munhu anenge ari kugara nevana ...
Cassius Mushore NYAKUKWERETA mari kumuvakidzani wake akazviparira sezvo ava kubvunzwa chikwereti ichi pose pavanosangana ...
Nyasha Chabvonga MUMWE mupurisa akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anoda kuti mari yaari kubvisa yemendenenzi ...
Kudakwashe Chinokuya MUKADZI ane imba yake akaendesa murume nemudzimai wake avo vaimboroja pamba pake kudare achiti ...
Cassius Mushore SHOROMA yekuendeswa kudare nemukadzi wayakamitisa nenyaya yemendenenzi yakachema-chema ichiti haikwanise ...
Cassius Mushore MUMWE mukadzi anoti ave kugara akazvivharira mumba achitya kurohwa nemuvakidzani wake uyo zvakare ...
Mathew Masinge MURUME wekuda kunzvenga kubhadhara mendenenzi achiti haana mari uye ari kutochengetwawo nababa vake ...
Nyasha Chabvonga VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati akange asingakwanise kudzosera mari yechimbadzo ...
Sandy Musungata MURUME wekuti ari kushungurudzwa neaimbova mukadzi wake achimuti akamuramba mushure mekunge adyiswa ...
Kudakwashe Chinokuya MUKOMANA wekushinha nemusikana wake ndokumubvisa humhandara akaigochera pahutsi zvichitevera ...
VANHU vaive panzvimbo yemabhizimisi yekwaDzumbunu, kwaNyamweda, kuMhondoro, vakaona bhaisikopo remahara nguva pfupi ...
Kudakwashe Chinokuya VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati haana mari yekuchengeta mwana wake asi ...
Kudakwashe Chinokuya SAMUSHA wekuendeswa kudare neaimbova mudzimai wake nenyaya yekuriritira mwana wake akachema-chema ...
Muchaneta Chimuka MURUME wekuGlen View 3, muHarare akamira mudare achipomerwa mhosva yekubata chibharo mwana wemukoma ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey