Kudakwashe Chinokuya MUDZIMAI wekuti murume wake anoda kumuuraya pamwe chete nevana vavo akazopotera kudare. Anna Natch ...
Kudakwashe Chinokuya NYACHIDE akadhonzera vahosi kudare achiti aoneswa chakati tende nekushungurudzwa achipomerwa kuti ...
Kudakwashe Chinokuya NYAYA yekurwira chikwereti cheR3 pakati pemuroora natete yakazopera kudare redzimhosva. Tariro ...
NYAYA yema‘pamper’ ekupfekedza mwana iyo yaive pakati pemukadzi nemurume yakazoita kuti vasvitsane kudare mudzimai uyu ...
SHANJE dzinobaka semoto dzakaparira mumwe murume wekuChitungwiza, uyo akatongerwa nedare kugara mujeri mushure mekubatwa ...
Kudakwashe Chinokuya TSUMO inoti, “Kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma” yakazadzikiswa kumumwe murume uyo ...
Kudakwashe Chinokuya IMWE chembere yakaudza dare kuti murume wayo haachada kuiriritira nekuti anoti yakwegura uye ane ...
MUKADZI wekuenda kudare achida mari yemendenenzi akazofundumwara kusvika pakuda kuramwa kupindura mibvunzo mushure ...
Mathew Masinge VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati hanzvadzi yake yakaenda kumba kwavatezvara vake ...
MUMWE murume uyo aive mushandi wepamba peimwe mhuri akatongerwa kugara mujeri kwemakore mapfumbamwe nedare mushure ...
Mathew Masinge VANHU vaiva mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aimbova murume wake haadi kuti vana vake vazive ...
Kudakwashe Chinokuya MUKADZI nemurume vakakandirana nyoka mhenyu mudare nenyaya yekusachengeta vana vavo vachipomerana ...
MAPURISA ekuHwedza, kuMashonaland East, vari kuferefeta nyaya yemurume anofungidzirwa kuti akapondwa svondo rakapera ...
Kudakwashe Chinokuya MUMWE murume akapupura mudare kuti kana achinge ashatiriswa nemukadzi wake, hasha dzinomukurira ...
MURUME aizvifambira husiku kupurazi reFair View, kuMacheke, anonzi akapona nepaburi retsono apo akarohwa nemabara ...
Mathew Masinge MUMWE mutyairi akachema-chema mudare achida kuti rimudzikinure kubva munyatwa yemurume waakakwidza ...
MUKADZI wekunzi anorova vana pose pavanoenda kunoona baba vavo pamwe nekudya mari yavo yechikoro, akazodhonzerwa kudare ...
Memory Lemani MUMWE murume anoti aimbova mukadzi wake akamukutsirana nechikomba chake icho chaida kumubaya nebanga ...
MUKADZI wechidiki wekupomerwa kuyamwisa vana vaviri vemudzimai waanoshandira akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ ...
Memory Lemani MUMWE samusha akachema-chema mudare achida kuti ridzikise mari yemendenenzi yaari kubhadhara pamwedzi ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey