MURUME aizvifambira husiku kupurazi reFair View, kuMacheke, anonzi akapona nepaburi retsono apo akarohwa nemabara ...
Mathew Masinge MUMWE mutyairi akachema-chema mudare achida kuti rimudzikinure kubva munyatwa yemurume waakakwidza ...
MUKADZI wekunzi anorova vana pose pavanoenda kunoona baba vavo pamwe nekudya mari yavo yechikoro, akazodhonzerwa kudare ...
Memory Lemani MUMWE murume anoti aimbova mukadzi wake akamukutsirana nechikomba chake icho chaida kumubaya nebanga ...
MUKADZI wechidiki wekupomerwa kuyamwisa vana vaviri vemudzimai waanoshandira akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ ...
Memory Lemani MUMWE samusha akachema-chema mudare achida kuti ridzikise mari yemendenenzi yaari kubhadhara pamwedzi ...
Nyasha Mutena MURUME wekuChitungwiza wekupomerwa kuramba kubhadhara chikwereti, anonzi akapona neburi retsono apo ...
Nyasha Mutena MUDZIMAI wekwaSeke wekubatsira mumwe mukadzi waaifunga kuti murwere, uyo akawira pamakumbo ake achiti ...
Memory Lemani MURUME wekunzi ari kushungurudza mukadzi wake achimumanikidza kuti atore chikwereti kubasa kwake chekuti ...
Memory Lemani VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukomana wechidiki akazvuzvurudza imwe harahwa achiti iri ...
Sandy Musungata MURUME anoshanda paMadziva Teacher’s College akachema-chema mudare achida kuti rimudzikisa $400 ...
Memory Lemani MURUME ane mabhizimisi kuChitungwiza, wekutadza kubhadhara musharukwa akamuitira basa rekupenda chitoro ...
Memory Lemani MURUME anogara achizvindikitwa nemudzimai wake pamberi pevana vavo akazonopotera kudare mushure mekunge ...
Memory Lemani PANE mumwe mukadzi akaendesa aimbova murume wake kudare redzimhosva achimupomera mhosva yekumurova ...
Memory Lemani VANHU vaiva mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati aimbova murume wake ari kuuya kwaava kugara ...
Memory Lemani PANE murume ari kupomerwa mhosva yekurikita mudzimai wake mushure mekunge atora $1 ndokunotenga “airtime” ...
Memory Lemani VAMWENE vekusiya musha vachigara mugomo senzira yekuchengetedza runyararo pakati pavo nemuroora ...
Garnet Zvimba HWINDI wekuti akatizwa nemukadzi wake nekuda kwehurombo akaudza dare kuti haakwanise kuriritira mhuri yake ...
Memory Lemani MUKADZI wekujairira kurarama upenyu hwapamusoro akaendesa aimbove murume wake kudare achiti ndiye ...
Memory Lemani VANHU vaive mudare vakaoma mate mukanwa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamutiza achimusiya nemwana ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright