MUKADZI wekuti akazvambaradzwa pakati peguta achipomerwa mhosva yekutora murume wemuridzi akazopotera kudare.
Garnet Zvimba NYAKUITA barika akazopotera kudare achiti aoneswa chakati tende nanyachide wake uyo anomufurusha pamwe ...
Garnet Zvimba NYACHIDE akazopotera kudare achida apfidzirwa nekutukirirwa navahosi pabarika avo vaanoti vanomunokora ...
Garnet Zvimba MUDZIMAI wekuti murume wake akaramba kutenga sitendi yekuvaka imba asi ndokupedzera $1 200 kupfambi akabva ...
Garnet Zvimba SAMUSHA wekuramba kuchengeta mwana achipomera mudzimai wake mhosva yekuramba kubvisa pamuviri pemwana uyu ...
Garnet Zvimba MUKOMANA wekusada kurambwa nemusikana achiti anomuuraya iye ozozviurayawo kana aramba kuti vadzokerana ...
Garnet Zvimba VAKADZI vaviri vari pachipari, avo vanoti vanogarorwira murume pamwe nepfuma, vakazoendesana kudare apo ...
Hardway Nyakuwarwa MUMWE murume anonzi akada kudzika mukadzi wake demo mushure mekunge audzwa nemaporofita kuti mudzimai ...
Garnet Zvimba VAMWE ambuya, amai vemudzimai, vakaomerwa nemate mukanwa apo mukuwasha wavo wavakanga vaendesa kudare ...
Garnet Zvimba NYACHIDE wekunzi anopfira mate pasi pose paanoona vahosi vake pamwe nekuvati ipfambi akazochechuka amiswa ...
Garnet Zvimba MUZVINHABHIZIMISI wekuita vana 15, uyo akaendeswa kumatare nenyaya yekusachengeta vana, akachema-chema ...
Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuudza dare kuti kubasa kwake haatambire mari asi kuti anopihwa mbatya pakupera kwemwedzi ...
Hardway Nyakuwarwa MUKUWASHA wekunzi akaudza ambuya vake, amai vemudzimai wake, kuti anoda kushinha navo akaripiswa $20 ...
Garnet Zvimba MUMWE murume samusha anoti anoda kuita vana vakawanda zvikuru kuti dzinza rake rikure sezvo ari iye asara ...
Garnet Zvimba MUZUKURU wekunzi anogara achivimbisa kuuraya ambuya vake achiti varoyi akazochechuka amiswa mudare ...
Sandy Musungata MURUME wekuudza dare kuti anozvindikitwa nemukadzi waakarambana naye uyo aimbomushandira papurazi rake ...
Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakasiririswa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamutiza achimusiya nemwana ...
Garnet Zvimba MUDZIMAI wekunzi muroyi nechikomba chake akabva kudare muromo uri mumhuno sezvo mari yaaida yemendenenzi ...
Hardway Nyakuwarwa MUMWE bhishopu anonzi akatiza papurupiti apo aiparidza mushure mekunge aimbove mudzimai wake aenda ...
Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mukadzi wake uyo akamumhan’arira nenyaya ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey