NHAU DZEMITAMBO

8 years ago | March 25, 2016

Zvimbokoma zvotsva kuNamibia

KUNOTSVA demo kugosara mupinyu svondo rino nemusi weMugovera kuNamibia uko vatambi vetsiva vaviri vemuno vari kusimukira ...

8 years ago | March 18, 2016

Huwori munhabvu bodo: Katsande

KAPUTENI wechikwata chenyika chemaWarriors, Willard Katsande, akashora zvikuru huwori hunonzi huri kuitwa munhabvu ...

Harare yagadzirira maParalympics

PUROVHINZI yeHarare inoti yagadzirira kuenda kunohwapura menduru dzakawanda kumitambo yemaNational Paralympics Games iyo ...

8 years ago | March 11, 2016

MUTSAI TENESI: WAYNE . . . ‘Zim iri kudzoka pamusoro’

“BABA vangu ndinovatenda chose nekuti rutsigiro rwavo ndirwo rwakaita kuti ndive shasha yepasi rose mumutambo wetenesi,” ...

Kasikana (13) koita zvinorova nechess

KASIKANA kanodzidza paMupfurudzi Primary School, kuShamva, kari kushura mare mumutambo wechess izvo zvaona kachihwinha ...

Mayweather oti haana hurongwa hwekukwikwidza

FLOYD Mayweather anoti haana hurongwa hwekudzoka kuzokwikwidza mumutambo wetsiva zvichitevera kusendeka kwaakaita shangu ...

8 years ago | March 4, 2016

‘Kutamba ini ndakatyoka gumbo . . .’ndakaita mashura: murape

Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu akambonetsa ari kuchikwata cheDynamos FC, Murape Murape, anoti chishamiso kwaari kuti ...

Mukuru weica Sport akarikitwa nevatambi

Abel Ndooka YAKAVE bata-murefu, bata-mupfupi svondo radarika paPlatinum Lounge, kuZvishavane apo technical director ...

8 years ago | February 19, 2016

RONGEKAI: CARLOS MAX . . . ‘Nhabvu haina kwairi kuenda’

SHASHA yakamboita mukurumbira ichitambira zvikwata zvakaita seArcadia United, CAPS, Dynamos nemaWarriors – Carlos ...

Chabvondoka kuChipaz Bhora

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino nemusi weMugovera kunhandare yeGwanzura Stadium, muHarare kumutambo wevaimbi ...

Zim wheelchair hutu kusa

CHIKWATA cheZimbabwe Wheelchair and Handcycling icho chakaenda kunokwikwidza kumutambo weOuteniqua Wheelchair Challenge ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

8 years ago | February 12, 2016

Hatitangirei kuzvikoro: Chirambadare…‘matarenda ari muvana’

MUCHINDA wekumbonetsa achitambira kuchikwata cheDynamos, Stanley “Samora” Chirambadare, anoti kuti mutambo wenhabvu ...

Handina daka naBenzema: Valbuena

MATHIEU Valbuena anoti haana dambudziko kana akanzi atambe muchikwata chimwe chete naKarim Benzema vachitambira nyika ...

Gadziriro dzemutambo weshasha dzoitwa

GADZIRIRO dzemutambo weZimbabwe Soccer Legends neAfrican Soccer Legends dzakatanga svondo radarika kuRimuka Stadium, ...

West Ham yorambira naPayet

SLAVEN Bilic akabvuma kuti West Ham inogona kupa Dimitri Payet kondirakiti itsva yakavandudzwa kuti arambe ari ...

Allegri angangorairidza Chelsea

AIMBOVE maneja waMassimiliano Allegri – Giovanni Galeone – anoti chizvarwa chekuItaly ichi ndicho chichave ...

Northern Region yotsvaga vakotsveri

SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti vari muhurukuro nechimwe chikwata chekuSouth ...

8 years ago | February 4, 2016

Takanyadzisa: Zvirekwi . . . ‘Taidawo kudzoka nemukombe’

HARDLIFE Zvirekwi, uyo aitungamirira chikwata chemaWarriors kumakwikwi eAfrican Nations Championship (CHAN) ayo ari ...

‘Mitemo yetsiva inoda kuvandudzwa’

SANGANO reZimbabwe Boxers Association of Zimbabwe rakakurudzira bhodhi idzva richagadzwa reZimbabwe Boxing Board of ...