NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | August 13, 2015

Gadziriro dzeCossasa dzotanga

MUTUNGAMIRI wesangano reNational Association of School Heads pamwe nereConfederation of Schools Sports Southern Africa, ...

9 years ago | August 7, 2015

Manyuchi odzokera kumusha . . . Akabatsira nherera

SHASHA yetsiva Charles Manyuchi svondo rapera akabatsira nherera dzepaMother Teresa Children’s Home kwaMutoko nenhumbi ...

Ndinorwadziwa zvikuru: Bunjira

SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu, Alois Bunjira, anoti bhora revatambi vechidiki vemuno rakaurayiwa nekuda ...

Kane ndewedu: Pochettino

MURAIRIDZI weTottenham, Mauricio Pochettino, anoti Harry Kane ari kuchikwata chakanaka icho chichamubatsira kukura ...

9 years ago | July 31, 2015

PSL 2015: triangle kana fc platinum…St Paul’s Musami ndiyo ...

Abel Ndooka KUBVIRA pakatanga kutambira zvikwata zvenhabvu zvepamusoro zvemuno mumakwikwi ave kudaidzwa nekuti Castle ...

Pamushana yakarambira nemukombe

Abel Ndooka CHIKWATA chePamushana High School chakarambira nemukombe weNash Stella Tea Under-17 Netball Tornament ...

Chabvondoka kuArenel Under-17

Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere neMugovera svondo rino pachikoro chePrince Edward muHarare apo pachatambirwa mutambo ...

9 years ago | July 24, 2015

Amai vangu vairwa: Mosquito

‘Kana baba chaivo vaikwaturwa’ ‘Ndiko kwakabva chipo changu’

Hatidi mhirizhonga kunhabvu: Yogi, Mafu

NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kunhandare yeBabourfields, kuBulawayo, uko kuchasangana Highlanders neDynamos ...

Newcastle yakatenga Mitrovic

NEWCASTLE United yakatenga Aleksander Mitrovic kubva kuAnderlecht ndokumupa kondirakiti yamakore mashanu.

9 years ago | July 16, 2015

Dynamos 16: Highlanders 7 . . .DeMbare ndiko kuti bhora: Mubaiwa

ATSIGIRI venhabvu vakawanda vanoziva kuti pose panosangana Dynamos “DeMbare” neHighlanders “Bosso” panotsva demo ...

Mighty Warriors yatarisana negomo

CHIKWATA chenhabvu chemadzimai chemaMighty Warriors chakatarisana negomo guru rekukwira apo chiri kufanirwa kuenda ...

Pangiso akahwinha goridhe

SHANGWITI yemujaho wemarathon, Kelvin Pangiso, ndiye akahwina mubairo mukuru wemari inosvika US$550 mumujaho weTanganda ...

Barcelona yorambira naPedro

ERIC Abidal anoti Barcelona icharwa nepainogona kuti Pedro arambe ari kuchikwata ichi asi hunge Joan Laporta akasarudzwa ...

9 years ago | July 9, 2015

CAPS yakandirasisa: Shutto

SHASHA yakambonetsa munhabvu Stewart Murisa anoti nanhasi achiri akagumbuka nemabatirwo aakaitwa nechikwata cheCAPS ...

Nemakonde hutu nemukombe

CHIKWATA cheNemakonde High School chekuChinhoyi, kuMashonaland West ndicho chakahwina mutambo weNational Fastpitch ...

‘Schneiderlin haaende mahara’

SOUTHAMPTON haisi kuzorambidza Morgan Schneiderlin mukana wekunotambira Manchester United asi Ronald Koeman akayambira ...

Tanganda Half Marathon yoitwa

ACHANGE ari makuwerere kwaMutare nemusi weSvondo apo shangwiti dzemujaho wekumhanya dzichakwikwidzana kumakwishu ...

9 years ago | July 2, 2015

Ndakadarika Messi: Chunga

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu, Moses ‘Bambo’ Chunga, anoti akaita mbiri kudarika yaLionel Messi ...

Chiwandire osimukira mutsiva

Abel Ndooka MUTAMBI wetsiva wechidzimai ari kusimukira, Kudakwashe Chiwandire (19) anoti ari kutarisira kufamba ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>