NHAU DZEMUNO

4 years ago | December 6, 2019

‘Idumbu renyama yehuku’

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaMusami, kwaMurehwa — uyo ari kurarama nedumbu rakazvimba zvekunge richaputika —anoti izvi ...

AKAGARWA MATUNDURU NEGUDO

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaChinamhora, kuDomboshava, akapotsa asiya nyemba mushure mekurwiswa nehoromba yegudo iro ...

Akany’ura achibhabhatidzwa

Abel Ndooka MUKADZI wekwaGutu, kuMasvingo, anonzi akafa nekuny’ura mumvura apo ainge ari pakati pekubhabhatidzwa nemumwe ...

Ofurufushwa nechipoko chababa

Kingstone Mapupu MUKOMANA wekwaGutu, kuMasvingo, anoti asvika pakupata musha mushure mekuoneswa pfumvu nechipoko chababa ...

‘EMA mune basa’

Malven Mugadzikwa MUNYORI mukuru kubazi rezvenharaunda nekushanyirwa kwenyika, VaMunesu Munodawafa, vanoti bazi ravo ...

Shona yakapaswa paGrade 7

Muchaneta Chimuka VAMWE vana vechikoro avo vakanyora bvunzo dzeGrade 7 gore rino vanoti vari kufara zvikuru nekuti ...

Wendy Madzura asimudzirwa

Munyori weKwayedza KAMBANI huru pakuuchika nekutengesa mbeu dzemuminda nemumabindu — yeSeed Co — yakasimudzira mumwezve ...

Zim yosusukidza MDGs

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakatanga kutora matanho ekushanda nemasangano akazvimiririra uye anodyidzana neveruzhinji ...

4 years ago | December 4, 2019

EMA mune basa: Munodawafa

Malven Mugadzikwa MUNYORI mukuru kubazi rezvenharaunda nekushanyirwa kwenyika, VaMunesu Munodawafa, vanoti bazi ravo ...

ANA MANJENJENJE MURIKO HERE UKO?

Kingstone Mapupu VAERA Mbizi – veTembo Mazvimbakupa, imika ana Chihota – nyatsonzwai kwamakabva nako uye kuti sei ...

AKABATWA HURUWEKI NEGUDO

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuDomboshava ari kurapwa muchipatara cheMakumbe mushure mekunge apunzirwa pasi nehoromba ...

4 years ago | November 29, 2019

Vorwira tsvina yemunhu

Courtney Munodawafa MUDZIMAI anogara mumusha weKuwadzana, muHarare, anoti ari kuoneswa chakati tende nemuridzi wepamba ...

Akazvigadzirira ‘coffin’ •rinochengeterwa mumuti •‘uyu ari ...

Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weGlen View 3, muHarare, ashamisa veruzhinji veko zvichitevera kuzvigadzirira ...

Zvikanzi ‘mwedzi mutete’ . . .

Kingstone Mapupu PANE chirevo chinogara chichitaurwa nevanhu mukurarama apo unonzwa vachiti, “Mwedzi mutete . . . ...

‘Ndiwe wakandizadza HIV’

Nyasha Bvudzijena MURUME samusha akazochema-chema mudare redzimhosva achiti akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo asina ...

Batsirai mwana: Anoda US$10 000

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weBudiriro 5A, muHarare, yakatarisana nedambudziko guru remwana wayo ane makore ...

Akadashurwa netsvina kumeso

Muhamed Komboni MURUME anogara kuChikanga, kwaMutare, akamiswa mudare redzimhosva reko achipomerwa kurova mumwe mudzimai ...

Vanotambira $2 000 havachatera

Tandayi Motsi GURUKOTA rezvemari Professor Mthuli Ncube nemusi weChina svondo rapera vakatura hurongwa hwemari yebhajeti ...

MARARA POSE-POSE KWETE!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei ...

‘Izvi hazviitwe, zvinoshura’

Munyori weKwayedza ZVINOSHURA kana kuyera patsika dzevanhu vatema kuti munhu agare nebhokisi rekuti agozovigirwa kana ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>