NHAU DZEMUNO

5 years ago | September 27, 2019

‘Handidi kutsvodwa newe’

MUMWE mudzimai ari kuchema-chema achiti aimbove murume wake ari kuita chiname naye achimutevera kwose kwaanoenda izvo ...

N’anga dzoshanda neEMA

VARAPI vechivanhu vari kukurudzirwa kushanda pamwe chete nesangano rinoona nezvekuchengetedzwa kwezviwanikwa, ...

Akagochwa achiba magetsi

MURUME anofungidzirwa kuti imbavha yewaya dzemagetsi anonzi akabatwa nemagetsi, ndokupiswa achibva afira panzvimbo ...

Matsotsi hokoyo nembwa

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vari kutora matanho akasimba ekurwisa kuparwa kwemhosva mukati muHarare ...

5 years ago | September 20, 2019

‘Ndakasiirwa nyoka senhaka’ . . . Ndiyo inoyamwa varoora . . . ...

CHEMBERE yekuMasvingo ine makore 70 ekuberekwa iri kudunura ichiti yaoneswa nhamo nenyoka nezvidhoma izvo yakasiirwa ...

‘Murume wangu mazirudo yowe!’

APO vamwe vari kuchemera kudiwa, mukadzi wekwaMutare ari kuti rudo rwaanopihwa nemurume wake rwanyanyisa zvekuti iye ave ...

Vodya huchi hwemuguva

VAGARI vemubhuku raGoto, kwaMambo Mangwende, mudunhu reMurehwa, vanonzi vari kudyiswa huchi huri kumorwa nedzimwe nhubu ...

Orova vabereki zvose nemaroja

BABA naamai vekuoneswa ndondo nemwanakomana wavo uyo wavanoti anogara achivarova pamwe nekufurufusha maroja avo ...

Anoita 1hr achinyomba murume

MURUME anova samusha anoti ari kuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo anomurikita kumurova achimudhonza sikarudzi yake, ...

Ndakakunokora tsoka – N’anga

MUNE imwe yenyaya dzekurwisa nekutyisidzira vatori venhau, mutori wenhau weKwayedza, Muchaneta Chimuka, asangana ...

Vatori venhau vakarwiswa

VATORI venhau veKwayedza nemusi weChitatu svondo rapera vakarwiswa nemumwe sabhuku achibatsirana nemhomho yevanhu ...

‘Kushaya mbereko haisi mhosva’

MUDZIMAI wemutungamiri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mngangagwa, vanoti mapoka ezvenhau ane basa guru rekurwisa ...

‘Musabe mari dzechikoro’

VAKURU vezvikoro nevamwe vanoona nezvekufambiswa kwebasa muzvikoro semaSchool Development Committee vanofanira ...

5 years ago | September 13, 2019

Mushandi tasa apinda mumba isingavhurwe . . .  ‘Ndakaona zvirume ...

MUSIKANA anoshanda pamba iri kuNorton anoti akaita chadzimira, ndokufenda pakarepo mushure mekupinda muimwe imba ...

Mugabe: ‘Zim tarasikirwa’

ZVIZVARWA zvemuZimbabwe zvinoti zvarasikirwa zvikuru zvichitevera kushaya kwevaimbove mutungamiri wenyika, Cde Robert ...

Ofemeswa neroja

ROJA remuHarare rakazvuzvurudzirwa kudare redzimhosva nemuridzi wepamba paraimbogara richinzi riri kumushungurudza ...

Mwana akagochwa nerufuse

MWANA mukomana ane makore matanhatu ekuberekwa akatsva zvakaipisisa apo akawira murufuse rwunodaidzwa kunzi “spinning ...

Xenophopia: ‘Vanhu vekuSA musatidaro’

ZVIZVARWA zvemuZimbabwe zvinoti zviri kushushikana zvikuru nekuda kwehondo yemarudzi iyo yaona vanhu vemuSA vachidzinga, ...

Mugabe: Mamwe emashoko avo

MASHOKO anotevera mamwe eakataurwa naCde Robert Mugabe apo vaive pamakungano akasiyana.

CHI-TOWN YOITA KUNGE RUZEVHA . . . Mwedzi misere kusina mvura

VAGARI vemuChitungwiza vanoti vaomerwa neupenyu zvichitevera kunetsa kwemvura zvekuti vamwe vasvitsa mwedzi misere ...