NHAU DZEMUNO

5 years ago | July 12, 2019

Ndinoziva nzvimbo isingaende magetsi

URI kutsvagei uye uri kuraramirei muhupenyu huno? Kana uri kuraramira kutsvaga mari zvinoreva here kuti mari hupenyu? ...

Ongororo yeMarriage Bill

PANE gakava richiri kuenderera mberi maringe nechikamu cheSection 40 chegwaro richiri kubikwa kuti rizove mutemo ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Vakaviga mhuka: Madzibaba akachipiswa

AKAVE masvanhikongonya kutarisana kwevakarambana padare raMambo Saunyama, kuNyanga, nemusi weChishanu chadarika apo ...

Murume mhere bovo . . .‘Mukadzi wangu Ounza zvikomba’

MURUME anoshanda sacaretaker pane imwe lodge iri muHarare akabongomora mhere kuchema mudare achiti mudzimai wake anounza ...

‘Ndokusaka wakaitiswa mwana nasekuru vako

MUKADZI wemuHarare — wekuendesa murume wake kumatare edzimhosva achiti ari kumushungurudza — akazoshaya pekupinda ...

Mwana wechikoro akapondwa

MUKOMANA ane makore 22 okuberekwa uyo anga achiita Form 6 paZengeza 2 High, kuChitungwiza, ari kunzi akafa mushure ...

5 years ago | July 10, 2019

MUPOROFITA AKAZVAMBARADZWA PAMASOWE

PANE kunonzi kurohwa, kuzvambaradzwa, kudashurwa, kukinditswa, kukwapaidzwa kana kuzvamburwa.

Orarisa mukadzi nemwana panze

VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe mudzimai akati murume wake anotora chikafu chavanofanirwa kudya nemhuri ...

5 years ago | July 5, 2019

‘Murume handinzwe kumuda . . .’‘ndakabviswa humhandara nechidhoma’

MUKADZI wekuRuwa ane makore 32 ekuberekwa anoti ari kuoneswa pfumvu nechidhoma kana kuti chikwambo, icho chiri kumuita ...

Akafira makotopeya

MUNYAYA inosiririsa kwazvo, murume wekuMarondera uyo anga ava nemakore 55 ekuberekwa anonzi akadonha mumuti wemukotopeya ...

Akadambura munhu musoro

MURUME wechidiki wekuMuzarabani, kuMashonaland Central — uyo anofungidzirwa kuti murwere wepfungwa — akasungwa ...

Shavi tugu parufu… ‘hameno changa chandibata’

MUDZIMAI wepapurazi rakagariswa vanhu patsva reAdmore, kwaChivero, kuMhondoro, anonzi akabatwa neshavi kana kuti dhimoni ...

Chimuka weKwayedza akahwinha

VATORI venhau veZimpapers — vanosanganisira munyori weKwayedza Muchaneta Chimuka — vakahwapura mibairo yekunyora nhau ...

Apa Benenia mupenyu zvake . . .VAKAVIGA MHUKA VACHINZI MUNHU

MUNYAYA yatenderedza vagari vekuNyanga misoro, imwe mhuri yeko — ichishanda nemamwe maporofita — yakaviga mapfupa emhuka ...

‘Sungai baba, ndivo vakandibata’

NYAYA yemweya wengozi uri kusvika pane musikana wekwaMurehwa – uyo anoti akabatwa chibharo nababa vake, asi ndokunyepera ...

Nyau: Zvakavanzika zvose bvu

Vanoziva nezvezvinyau vanoti hazviwanzoda kuzivikanwa kana kufumurwa tsika dzazvo izvo zvinoita kuti zvityiwe.VIGURE ...

‘MHURI YOSE TIRI MBAVHA . . .‘Inini, vamwene, murume wangu nevaramu’

MUDZIMAI wechidiki uyo ari kupika jeri kuChikurubi Female Prison, muHarare, nemhosva yekuba ave kubuda pachena kuti ...

Kubatanidzwa kwemutemo wewanano newemaWiri

Munhu anonyora Wiri anenge aine kodzero yemidziyo yake kuburikidza nemutemo weWills Act (Chapter 6:06). Pane kudyidzana ...

Ozvuzvurudzwa namadhamu pabasa

MUMWE murume akachema-chema pamberi pedare achiti aimbove mudzimai wake ane katsika kekumushungurudza uye rimwe zuva ...