NHAU DZEMUNO

5 years ago | April 12, 2019

Unoionawo sei . . .? Unoionawo sei . . .? KUCHENGETESA MUBEREKI ...

Muchaneta Chimuka “NDAKAUNZWA pano nevana vangu gore rapera vachiti ndizochengetwa pano asi ndigere hangu zvakanaka — ...

Vomuka vakazorwa derere ‘. . . vakadzi tichisanduka kuva varume’

Kingstone Mapupu VANASIKANA vashanu vemhuri imwe chete yekwaMangwende, kwaMurehwa, vari kudemba vachiti vanomuka ...

Bulawayo City: Shasha yema ‘red card’

Abel Ndooka CHIKWATA cheBulawayo City mwaka wapera ndicho chakaita mukurumbira usina kunaka wekuve nevatambi vakawanda ...

Ahwinha mibairo inodarika 100. . . ZVANGU HANDI ZVEJUJU

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuChinhoyi aita chazezesa munyaya dzemakwikwi akasiyana sezvo kubva mugore ra2014 ...

VaDoma vosimudzirwa. . . vodzidziswa kuchengetedza nharaunda, ...

Muchaneta Chimuka VANHU gumi verudzi rwevaDoma — avo vanogara kuMbire, kudunhu reMashonaland Central — svondo rapera ...

Akabara akakwira mumuti

MUDZIMAI wekuBeira, kuMozambique — uyo ainge akazvitakura – anonzi akazosunungikira mwana apo ainge akakwira mumuti ...

IDAI nyika yakandengendeka

Tendai Mugabe HURUMENDE inoti pane kundengendeka kwenyika kwakaitika kuChimanimani nekuChipinge kusati kwanaya mvura ...

hokoyo nebhinya: ZRP

Malven Mugadzikwa MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuyambira vanhukadzi vanoita zvekutengesa pamusika, ...

‘Zvinokurwadzai kuti ndakaroorwa’

Milcah Nhakura MUDZIMAI nyachide pabarika akaendesa vahosi nevabereki vavo kudare achivapomera mhosva yekumurova ...

Vorwisa gomarara remuchibereko

Muchaneta Chimuka SANGANO reMedecins Sans Frontieres/Doctors without Borders (MSF) nguva pfupi yadarika rakabatsira ...

Ofondokera kuba chidhori cherudo

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuRaffingora — wekuba chidhori chemumwe mukadzi icho anoshandisa kuzvifadza ...

5 years ago | April 5, 2019

Tsoko hodhi mu‘office’. . . pweshe patebhuru . . . maziso akavhurwa

TSOKO yotokanyaira ichinoti bherengende kupinda mu‘‘office” munoshandira munhukadzi. Imomo, inosvikoti pweshe kugara ...

Mukadzi wemunhu kuita Shamwari yechirume

Inoitawo here iyoyo . . .? Kingstone Mapupu ZVINOITAWO here kuti mudzimai akaroorwa aite shamwari yechirume iyo inenge ...

Murume otiza mubedroom . . .

MUKADZI akaroorwa anogara murukisheni rweLuveve, kuBulawayo, anoti ari kuoneswa ndondo nechidhoma kana kuti ne”spiritual ...

N’anga Ndunge akavigwa

N’ANGA ine mukurumbira kuChipinge, Sekuru Charles Makuyana Ndunge, avo vakashaya neMuvhuro, vakavigwa neChitatu svondo ...

Mapurisa vovhima mhondi

MAPURISA ekuChinhoyi ari kutsvaga nemeso matsvuku murume wekwaMurombedzi, kwaZvimba, uyo ari kupomerwa mhosva yekuponda ...

Cyclone — ‘hatisati tamboona zvakadai’…‘Nemhuri yangu ...

MHURI yekuBikita, kuMasvingo, inoti yakapona neburi yetsono munjodzi yemafashamu emvura yaive nedutumupengo iyo ...

Idai: Hurumende yovakisa zvikoro

HURUMENDE inoti yakatora danho rekuti zvikoro zvose zvakasangana nedambudziko remafashamu emvura yedutumupengo reCyclone ...

Tiri kushushikana nekudofora kwevana: Thabela

HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekufoira kuri kuita vana vemune zvimwe zvikoro - kunyanya kuzvikoro zvinodaidzwa ...

Cyclone: Seed Co yakapa hupfu, rori

KAMBANI huru munyaya dzekuuchika nekutengesa mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, nemusi weChipiri svondo rino yakapa rubatsiro ...