Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuRaffingora — wekuba chidhori chemumwe mukadzi icho anoshandisa kuzvifadza ...
TSOKO yotokanyaira ichinoti bherengende kupinda mu‘‘office” munoshandira munhukadzi. Imomo, inosvikoti pweshe kugara ...
Inoitawo here iyoyo . . .? Kingstone Mapupu ZVINOITAWO here kuti mudzimai akaroorwa aite shamwari yechirume iyo inenge ...
MUKADZI akaroorwa anogara murukisheni rweLuveve, kuBulawayo, anoti ari kuoneswa ndondo nechidhoma kana kuti ne”spiritual ...
N’ANGA ine mukurumbira kuChipinge, Sekuru Charles Makuyana Ndunge, avo vakashaya neMuvhuro, vakavigwa neChitatu svondo ...
MAPURISA ekuChinhoyi ari kutsvaga nemeso matsvuku murume wekwaMurombedzi, kwaZvimba, uyo ari kupomerwa mhosva yekuponda ...
MHURI yekuBikita, kuMasvingo, inoti yakapona neburi yetsono munjodzi yemafashamu emvura yaive nedutumupengo iyo ...
HURUMENDE inoti yakatora danho rekuti zvikoro zvose zvakasangana nedambudziko remafashamu emvura yedutumupengo reCyclone ...
HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekufoira kuri kuita vana vemune zvimwe zvikoro - kunyanya kuzvikoro zvinodaidzwa ...
KAMBANI huru munyaya dzekuuchika nekutengesa mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, nemusi weChipiri svondo rino yakapa rubatsiro ...
SANGANO reUnited Nations Development Programme (UNDP) muZimbabwe rakabatsira vanhu vakawirwa nenjodzi yemafashamu emvura ...
SANGANO remadhokotera reMédecins Sans Frontières (MSF) International rinoti rakatumira chikwata chemachiremba ...
MAPURISA 179 eZimbabwe Republic Police (ZRP) Support Unit nemusi weChishanu wadarika vakatambidzwa zvitupa zvekupedza ...
MUKADZI wekuHighfield, muHarare, ari kuchema-chema mudare achiti anzwa nekurohwa nemumwe mudzimai anomupomera kuti ari ...
MUCHINYORWA cheZimbabwe Electronic Law Journal chine musoro unoti, “Zvirango zvikuru zvemhirizhonga” Professor Feltoe ...
MURUME wekuChitungwiza akamiswa mudare redzimhosva reko nemhaka yekutema baba vake nesimbi achivapomera kuti vainge ...
KUNE zvinhu zvakawanda zviri kuitika. Kana usiri kuzviona usapedze nguva uchienda kumasowe nekuti hazvidi madzibaba.
MUKURU wezvedzidzo kudunhu reManicaland, VaEdward Shumba, vanoti Hurumende yakavharisa zvikoro 43 zviri kuChimanimani ...
MURUME samusha wekuMbare, muHarare, akaendesa mwanakomana wavo kudare achiti ari kugara achimurwisa mushure mekunge ...
NYIKA yeSwitzerland — kuburikidza nechirongwa chayo cheSwiss Humanitarian Aid —yakabatsira neUS$2 miriyoni kuti ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright