NHAU DZEMUNO

5 years ago | December 28, 2018

Variko vari kudya mari yavasiri kufanira kudya

naIgnatius Mabasa SERENGA munhu anongomberereka, anongoritaira asina musha kana pekugara. Munhu akafanana nemashanga ...

Akafa awirwa nechitoro

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MUNYAYA inosiririsa zvikuru, mwana ane makore mapfumbamwe okuberekwa anonzi akafa mushure ...

5 years ago | December 23, 2018

A Game Charger in the E- Education Sector of Zimbabwe

It seems a local company is not stopping and is looking forward to begin 2019 with a drive that will complement the ...

5 years ago | December 21, 2018

Oita tsvina ye’fish’

‘Ndinotodziona muchemba’ Kingstone Mapupu MURUME anogara kuGlenwood, kuEpworth, anoti atambura nekuita tsvina ine ...

musha wakazorwa tsvina nemupurwa

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weSally Mugabe Heights Phase 2, kuDomboshava, yave kugara izere nekutya ...

Mai voruma mwana

. . . vachimunwa ropa . . . angova maronda Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki anogara mumusha weWhitecliffe South, ...

Chirongwa chezvipfuyo choparurwa

Andrew Muvishi MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChina chino vari kutarisirwa kuparura chirongwa ...

varume vochemedzwa nevakadzi

‘Hazviite kumhan’ara’  ‘Unosekwa nevanhu’  ‘Unongofa unyerere’ Kingstone Mapupu KUBVIRA kare, vanhurume ndivo ...

MAONERO EDU: Ngwarirai njodzi Zhizha rino

MWAKA uno weZhizha unofarirwa nevanhu zvikuru nekuda kwezvikonzero zvakasiyana uye vamwe sevarimi vanouda nekuti mvura ...

zfc yakadyara miti paSt David Primary

GORE rino ZFC Limited yakabatana nenyika yose mukucherechedza zuva guru rekudyarwa kwemiti reNational Tree Planting Day.

Nhai Alfred, wave kuenda kupi tisati tasvika kumba?

MUMWE murume akakwira kombi nemudzimai wake ane pamuviri. Mukadzi akanga akabata kandumurwa, uyuwo murume akabata ...

‘Munhu anorarama ura huri kunze kwedumbu’

Munyori weKwayedza CHAMANGWIZA wechipatara cheHarare Central Hospital, Dr Nyasha Masuka, vanoti vanhu vanenge vaine ...

5 years ago | December 14, 2018

njuzu pakati pe‘town’?

‘Yakayanika marokwe’… ‘Ikatorwa nemapurisa’ Ray Bande  ari kwaMUTARE MAROKWE akaonekwa akaturikwa patambo ...

Oti muuu semombe, kukurigorigoooo!

Arron Nyamayaro MUNHU kuti muuu semombe, shiiii senyoka, kukurigorigoooo kunge huku. Munyaya inofungidzira kuti ine ...

Huya tipedzerane: Zvidhoma

Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raKadenge, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa — wekubuda muKwayedza nguva pfupi yadarika ...

‘zibaba’ renyoka muhozi

Wimbainashe Zhakata YAKAVE batai-batai pamumwe musha uri kuChipinge nguva pfupi yadarika zvichitevera kubatwa kwakaitwa ...

‘Peturu yepamukoto bodo’

Tendai Mugabe HURUMENDE iri mushishi kutora matanho akananga kuona kuti mari yekutenga mafuta edzimotokari yavepo ...

MAONERO EDU: Varimi tengai dhibhi moga

ZIMBABWE gore rino inonzi yarasikirwa nemombe dzinodarika 50 000 idzo dzinokosha $50 miriyoni nekuda kwezvirwere ...

Death certificate remunhu mupenyu

Fortunate Gora ari kuChinhoyi MUKADZI wekuTrelawney anonzi akatsotsa kambani yeNational Social Security Authority (Nssa) ...

Matakishopu anotengesa kutya nekusuwa

naIgnatius Mabasa MUNGUVA dzino, Hurumende yedu pairi kuyedza kugadzirisa zvinhu zvakasiyana-siyana munyika, kune vari ...