NHAU DZEMUNO

6 years ago | October 19, 2018

Mitengo yezvinhu yoongororwa

Daniel Nemukuyu HURUMENDE iri kuongorora mitengo yezvinhu zvakasiyana kubvira uko kwazvinogadzirwa kusvikira apo ...

Gore rose dhu mwanasikana ari ‘mwanakomana’

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki anogara mumusha we’Joburg Lines (Majubheki), kuMbare, muHarare, akagurwa kunorira ...

Chitunha chakamera mazino

Daphne Machiri NYAYA yemwana kasvava wekwaMambo Makope, kuMvurwi – uyo ari kunzi akadyiwa mhuno yake yose, muromo zvose ...

‘Aya mashura padunhu’

Daphne Machiri NYANZVI dzechivanhu dzinoti nyaya yekasvava kanonzi kakadyiwa mhuno, muromo neminwe kari kapenyu nezvinhu ...

Teverai Mai Mnangagwa

SVONDO rino, mudzimai wemutungamiri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mnangagwa, vakapa mucherechedzo wakanaka zvikuru ...

Baba vaye havafunge, vakafa njere

INGUVA zhinji dzandinonzwa vanhu vachituka kana kushoropodza vamwe vachiti, “Baba vaye havafunge, vakafa njere.”

6 years ago | October 12, 2018

‘Tokoloshi ndeyangu’

Kingstone Mapupu MURUME nemudzimai wake vekuGokwe – vekubuda munhau vachipomera muporofita Madzibaba Steven Mugariri ...

‘Maticha achawana mabasa’

Tandayi Motsi HURUMENDE ine hurongwa hwekuti vadzidzi vemuzvikoro zvinofundisa varairidzi vasvike 40 000 mugore ra2023 ...

Odonha honye achifamba

Muchaneta Chimuka MUNYAYA inofungirwa kuti ine kushandisirwa mishonga yakaipa, mukomana wechidiki anoraramira mumigwagwa ...

Cholera: Voponera kwaMukuvisi

Kingstone Mapupu APO Hurumende nemamwe masangano vari mushishi kurwisa kupararira kwechirwere chemanyoka checholera, ...

Tsotsi rakaputika dumbu

Danisa Masuku MURUME wekuGwanda anonzi akazvimba dumbu zvekusvika pakuzoputika zvikaita kuti afe mushure mekunge adya ...

Oshungurudza amai shirikadzi

Gamuchirai Muzanenhamu MUDZIMAI wekuWarren Park, muHarare, akaendesa mwanakomana wake kudare achiti ari kumushungurudza ...

‘Chokwadi chabuda pachena’

Munyori weKwayedza VOTAURA nezvenyaya yevanhu vekuGokwe avo vainge vambovati miteuro yavo yava zvidhoma, Madzibaba ...

College Press yorwisa cholera

Malven Mugadzikwa KAMBANI huru mukudhinda mabhuku ekuverenga, yeCollege Press, svondo rapera yakapa zvikoro zviri kuGlen ...

Sahwira akadya chitunha

Daphne Machiri MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita nehuroyi, mutumbi wemumwe murume wekuWard 1 yekuMazowe, kwaMambo ...

Chimoto chemba yenhaka

Lizzy Mushoriwa CHIREVO chinoti pfuma yenhaka inoparadza ukama chinozadziswa nenyaya yevanakomana vaviri avo vari ...

Mariro ezvemamiriro emari munyika

naIgnatius Mabasa MASHOKO, mashoko, mashoko. Mashoko anonaya kunge chimvuramabwe. Mashoko anoramba achihukura kunge ...

Musatambe nemadhaka!

VERUZHINJI muZimbabwe pari zvino vari kugunun’una zvikuru nenyaya yekukwira kuri kuita mitengo yezvinhu zvinosanganisira ...

‘Mimba yako ndinoibvisa’

Lizzy Mushoriwa MUKADZI wekumitiswa nemurume akaroora ava kuzvidemba sezvo achiti ari kugara akabatira hana mumawoko ...

6 years ago | October 5, 2018

‘Chingwa chichadzoka pa$1’

Bulawayo Bureau MUTENGO wechingwa unogona kudzika uchidzokera pa$1 kubva pa$1,10 pawava mumasvondo ari kutevera.