NHAU DZEMUNO

6 years ago | August 23, 2018

shasha ye‘sadc’

Andrew Muvishi naPanashe Machakaire PRESIDENT Mnangagwa svondo rino vakapembedza Primrose Thandeka Tshuma — musikana ...

6 years ago | August 17, 2018

– zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom Shona: Mvuu Ndebele: Imvubu English: Hippopotamus MVUU imhuka inofarira pane mvura iine muviri mukuru ...

‘madzibaba steven zimuroyi’

Matombo ake handi muteuro’ ‘Tinoona zinyoka, tumadhara’ Kingstone Mapupu PANE mhuri yekuGandavaroyi, kuGokwe iri kuti ...

mwana akarova amai avabata nechikomba

. . . ndokutiza vachisiya chipfeko chemukati, ‘. . . hamunyare baba makaita sei?’ Freedom Mutanda KAKOMANA kane makore ...

Moto wemasaramusi pamusha

Liberty Dube ari kwaMARANGE IMWE mhuri yekwaMarange iri kugara yakabatira hana mumawoko zvichitevera kuparadzwa ...

‘Ticharamba tichisimudzira nharaunda’

Elita Chikwati MAUTO eZimbabwe Defence Forces anovimbisa kuti acharamba achibatsira Hurumende nenharaunda dzinoda ...

Pro-Vice Chancellor mutsva weNust

Auxillia Katongomara MAZVIKOKOTA munyaya dzesainzi, Dr Gatsha Mazithulela, ndivo vakagadzwa pachigaro chekuve National ...

Gudo pfacha parufu#

Andile Tshuma VANHU vaive parufu kuDonnington, kuBulawayo, svondo rapera vakashamiswa zvikuru apo gudo rakangoerekana ...

Madziro emba ochema kamwana

Nhalwenhle Ncube MHURI igere mubhuku raChitanga, kuMwenezi — iyo yanga ichigara ichinetsekana nekunzwa izwi remwana ...

‘Zvinhu zvavo izvo, zvichatowedzera, vachanditsvaga’

Kingstone Mapupu MADZIBABA Steven Mugariri (41) vechechi yeJohane Masowe yeZambuko iri kuChitungwiza — avo vari ...

MAONERO EDU: Tinotenda uto reZdf#

NEMUSI weMuvhuro neChipiri svondo rino, zvizvarwa zveZimbabwe zvakabatana mukupemberera zororo remagamba reHeroes Day ...

‘Imhosva kuonerera amai nekuvabata nechikomba’

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti kana mwana akaona amai vake vaine chikomba haana mvumo kana kodzero ...

Kuzvarwa uri munhu kwega hakuna kukwana

naIgnatius Mabasa KUZVARWA uri munhu kwega hakuna kukwana. Unogona kuve nechimiro nematauriro emunhu, asi izvozvo zvega ...

6 years ago | August 10, 2018

Anochemera ropa

Muchaneta Chimuka VANHU vaive padare redzimhosva reHarare Magistrates’ Courts, kuRotten Row, muHarare, vakambomira zvose ...

‘Ndakachengeteswa mwana asiri wangu’

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuGlendale, kuMashonaland Central, anoti akapedza mwedzi mina achigara nemwana ane ...

mabhurugwa evanhukadzi ‘omera makumbo’

Rukisheni rwose . . . Kingstone Mapupu VANHUKADZI vane chitsama vemurukisheni rweUnit N Extension, kuChitungwiza, vanoti ...

‘Madzimai tsigiranai’

Kingstone Mapupu MAMBO Goronga vekuNyamapanda, kuMudzi, vari kukurudzira vanhukadzi kuti vatsigirane zvizere mune ...

Akaponda baba naamai ka1

Kingstone Mapupu MURUME nemudzimai wake vekwaSadza, kuChivhu, vakafa vachiita zvekupondwa nemwana wemumhuri yavo uyo ...

Kuita chipfambi uine pamuviri, kacheche

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti mudzimai akaroorwa akangoita chipfambi iye aine pamuviri, ozorega ...

Akafa anwa mapiritsi emukoto

Kingstone Mapupu MURUME wekuWestern Triangle, kuHighfield, muHarare, anonzi akafa mushure mekunwa mapiritsi akatengwa ...