Kingstone Mapupu KANZURU yeguta reHarare iri kuyambira vagari vari kungorima pose-pose, kusanganisira mumahombekombe ...
Kingstone Mapupu VANA vechikoro vaviri vakatsakatika nguva yadarika – wekuRuwa newekuRunyararo West, kuMasvingo – ...
Munyori weKwayedza US$20 yekuparadza upenyu hwese? Uyu mubvunzo mukuru kubva kuvanasikana vekudunhu reUmguza, ...
Munyori weKwayedza MUKOMANA wekuDete, kuWard 18 kuHwange, kuMatabeleland North, anoti akatanga kuputa mbanje aine makore ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuNkayi, kudunhu reMatabeleland North – uyo anova shirikadzi – ari kuriritira mhuri yake ...
Abel Ndooka MUDZIMAI anogara mumusha weGlen View, muHarare, anoti haana rugare nemwanakomana wake wekubereka uyo ...
Abel Ndooka MURUME anogara kuDzivarasekwa, muHarare, anoti haasisina rugare muupenyu hwake nekuti kana nguva dzekurara ...
Kingstone Mapupu MUIMBI wemusambo weSungura, Taruvinga “Sugar Sugar” Manjokota (46), anoti haasati apera uye ...
Kingstone Mapupu MURUME wekuBulawayo anoti aiva aenda kune imwe yunivhesiti yekunyika yeIndia uko aiita dhigirii rake ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuferefeta nyaya yemutumbi wekasvava wakawanikwa pahotera ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 23 okuberekwa wekuClaremount Park, kuGweru anonzi akabirwa RTGs $600 uye ...
Sukulwenkosi Dube-Matutu MUDZIMAI wekuWest Nicholson, kuGwanda akanunura mwanakomana wake ane mwedzi 18 yekuberekwa ...
Kingstone Mapupu VARUME vaviri vanova masahwira vekuPark Town, kuWaterfalls, muHarare – avo vaimboroja pamba pamwe chete ...
Kingstone Mapupu NYAYA yemutumbi wemukadzi chembere yaisvikirwa nemudzimu unonzi wainaisa mvura kwaKamutsenzere, ...
Linguini Nyika ari kuMASVINGO VARUME vava kubvisa roora nekuda kwavo pane kuti vamanikidzwe kana kusungirwa kuti ...
Abel Ndooka MUCHINDA anogara mumusha weDzivarasekwa, muHarare, ari kureurura kuti imbavha, uye kuti akapinda pane imwe ...
Kingstone Mapupu MUGARI wekuCranborne, muHarare, anoti ari kuwana pundutso nekurima mwaka yose yegore achishandisa mvura ...
Phillipa Mukome-Chinhoi SANGANO remadzimai reToday’s Women of Trafalgar (TWT) rekuNorton rakaparura chirongwa ...
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chenhabvu chemaWarriors nhasi chaita mangange 1-1 nemaSuper Eagles eNigeria mumutambo ...
Abel Ndooka MUBATI wepagedhi wemaWarriors neSuperSport United yekuSouth Africa – George Chigova – ashaya. Mashoko ari ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey