Nhau Dzeutano

4 years ago | July 3, 2020

Ngatirarame upenyu hutsva — Mahomva

Patrick Shamba Mupepeti VERUZHINJI muZimbabwe vanofanirwa kutanga mararamiro matsva ayo anoenderana nekuvadzivirira ...

Manesi ekuChitungwiza obhadharisa US$

Muchaneta Chimuka VAGARI vekuChitungwiza vari kunyunyuta nezviri kuitwa nevamwe varapi veko – kunyanya vepaSt ...

4 years ago | July 2, 2020

Ngatirarame upenyu hutsva – Mahomva

Patrick Shamba, Mupepeti VERUZHINJI muZimbabwe vanofanirwa kutanga mararamiro matsva ayo anoenderana nekuvadzivirira ...

Makambani emuno otendwa

Tandayi Motsi HURUMENDE iri kutenda makambani emuno akazvimirira ayo ari kugadzira midziyo inoshandiswa nevashandi ...

4 years ago | June 29, 2020

Vana vomitiswa

Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira vechidiki anoti ari kushushikana nekuwanda kwevana vari kuita pamuviri pasina ...

Coronavirus yorova varimi vemabanana

Rumbidzai Zinyuke KAMBANI inoona nezvekutengeswa kwezvirimwa, yeBrands Fresh inoti paita kudzikira kwakanyanya pamari ...

4 years ago | June 26, 2020

Poitwa ongororo yeCovid-19

Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti richaita ongororo kwemasvondo matatu kutanga nemusi weMuvhuro ...

Vodhakwa nesanitiser

Paidamoyo Chipunza VAMWE vanhu vari kudzoka muZimbabwe vachibva kunze kwenyika vanonzi vari kuisa utano hwavo panjodzi ...

‘Lockdown’ nenguva yekutevera

Muchaneta Chimuka PANGUVA ino apo Zimbabwe iri kurwisa chirwere cheCovid-19, zvakaonekwa kuti zvakakoshawo kuti ...

Zvimwe zvekuyeuka

YEUKA zvinotevera pamusoro pecoronavirus: Munhu wose imbomira kufamba-famba, gara pamba. Kuungana kweveruzhinji ...

Une chikosoro? …gara hako kumba …chaya nhare 2019

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana riri kukurudzira vanhu vose vane zviratidzo zvakafanana nezvechirwere ...

4 years ago | June 23, 2020

Vamwe vonwa sanitiser

VAMWE vanhu vari kudzoka muZimbabwe vachibva kunze kwenyika vanonzi vari kuisa utano hwavo panjodzi huru nekunwa kwavari ...

‘Siyai zvekuitisa maextra lessons’

HURUMENDE inoti iri kushushikana nezviri kuitwa nemamwe maticha ayo ari kuitisa vana vechikoro zvidzidzo zvema"extra ...

Coronavirus: Idi nemanyepo

HAKUNA chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona hweCovid-19.

4 years ago | June 20, 2020

Dexamethasone nekurapa Covid

Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo pasi rose razengezana nekuda kwechirwere cheCovid-19, icho chisati chawanirwa mushonga ...

Vari kudzoka kuZim vowanda

Patrick Chitumba ZVIURU nezviuru zvevanhu vemuZimbabwe avo vange vapererwa nekushaya pokutangira vari kuChina, United ...

4 years ago | June 19, 2020

62 vapona Covid-19

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri ...

4 years ago | June 17, 2020

Kuchengeta mask zvine utsanana

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinokurudzira veruzhinji kuti kana vachida kuzodzokorodza kupfeka masiki yejira iyo ...

4 years ago | June 16, 2020

CBZ yobatsira neamburenzi

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, svondo rapera vakagashidza rubatsiro rweamburenzi kuHarare ...

4 years ago | June 5, 2020

Vana vemuZimbabwe musavhunduke: WHO

Paidamoyo Chipunza naConrad Mupesa HAPANA chikonzero chekuti vanhu vemuZimbabwe vavhunduke zvichitevera kukwira kuri ...