Nhau Dzeutano

5 years ago | September 27, 2019

‘Vechidiki rongekai’

SANGANO reNational Association of Non-Governmental Organisations (NANGO) rinoti vechidiki ndivo remangwana renyika, ...

HIV: Zvinongoda kuti muongororwe mose

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti riri kushanda nesimba kuti vanhurume vapinde muzvirongwa zvekudzidziswa ...

‘Tinoda kupedza kupararira kweHIV’

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, vanoti bazi ravo — rakabatana nemamwe masangano ayo anovatsigira ...

5 years ago | September 20, 2019

Kusandura maitiro kwakakosha mukurwisa HIV

SANGANO reNational AIDS Council riri kuparura zvirongwa zvekudzidzisa vanhu kuti vasandure mafungiro maererano ...

5 years ago | September 13, 2019

Chirongwa chemaNight Clinics chobudirira

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti vatyairi vemagonyeti pamwechete nevanoita mabasa ekutengesa miviri yavo ...

5 years ago | September 6, 2019

Sei uchifanirwa kushandisa makondomu kana une utachiona hweHIV?

SANGANO reNational AIDS Council range riri kutambira mibvunzo yakawanda kubva kune vanhu vane utachiona hweHIV vachida ...

5 years ago | August 23, 2019

Ziva paumire uri kuAgricultural Show

SANGANO reNational AIDS Council (NAC),  semazuva ese, richange riri muchirongwa che2019 Edition Zimbabwe Agricultural ...

5 years ago | August 16, 2019

Kurwisa HIV mumajeri

KAMBENI yepasi rose iripo parizvino yekurwisa HIV - Ziva paumire - yakapinda mumajeri akasiyana nechinangwa chekukusha ...

5 years ago | August 9, 2019

Murume chaiye anoziva paamire

DUDZIRO yechirevo chinotaura nezvemurume chaiye yakabuda pamusangano wevarume uyo wakaitwa svondo radarika kuHarare ...

Kubviswa kwemutemo wekutapurira HIV uchiziva

CHIKAMU D chemutemo weCriminal code chinoona nenyaya dzekutapurirwa utachiona hweHIV takatarisa mhosva dzine chekuita ...

5 years ago | August 2, 2019

Kuzvibata kwakakosha mukudzivirira HIV

HAZVISI nyore kuva wechidiki panguva ino.Vechidiki vari kusangana nematambudziko akawanda pavanokura.  Pamwe pacho ...

5 years ago | July 26, 2019

Zvimwe zviratidzo zveHIV mumukanwa

BAZI rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana rinozivisa kuti kune humwe utachiona hunounza maronda emumukanwa uhwo ...

5 years ago | July 19, 2019

Vopihwa mabhuku ezveutano

SANGANO reRotary Club of Harare rinoti rakazvipira kusimudzira zvidzidzo zvamachiremba nanamukoti munyika muno izvo ...

Kusimudzirwa munyaya dzehupfumi kwevanotengesa miviri

VANHU vanoita mabasa ekutengesa miviri kuGweru vakawaniswa dzidziso maringe nenyaya dzekudzivirira utachiona hweHIV.

5 years ago | June 21, 2019

Kurarama sevadikani mumwe aine HIV, mumwe asina

MUWANANO zvinoitika kuti mumwe mudikani anogona kunge aine HIV asi mumwe asina.

5 years ago | June 14, 2019

Ndasungunutsa madzimai 1 000

MUDZIMAI wekwaZvimba — uyo anove muporofita uye achiita basa rekusunungutsa vanenge vaine pamuviri — anoti asunungutsa ...

NAC yorwisa HIV kumakorokoza

MAMWE madzimai anoita basa rekutengesa miviri vari kubuda pachena kuti mari ine chitema uye iri kuvatuma kuenda pabonde ...

5 years ago | June 7, 2019

Ongororwa uzive paumire

BAZI revechidiki, mitambo nekutandara rinoti shasha dzemitambo yakasiyana dzine basa guru mukurwisa kupararira kweHIV ...

5 years ago | May 31, 2019

Kuvhenekwa HIV negomarara

SANGANO reNational AIDS Council (NAC) pamwechete nevatsigiri varo vari kuramba vachishanda nesangano reAngel of Hope ...

5 years ago | May 24, 2019

Jibilika yodzidzisa nezveHIV, AIDS

SANGANO rezvemitambo, reJiblika Dance Trust, rakavamba zvirongwa zvekupa chenjedzo kune veruzhinji pamusoro ...