Nhau Dzeutano

5 years ago | October 26, 2018

Akamitisa amai vake

Kingstone Mapupu MHURI inogara kuDzivaresekwa Extension Phase 1, muHarare, asi kumusha ichibva kuChiweshe, yashaya ...

6 years ago | October 19, 2018

Mbonje dzerudo rweginya

Muchaneta Chimuka VAMWE vanhukadzi vanorarama neutachiona hweHIV uye vachiita mabasa ekutengesa miviri — chipfambi — ...

Kuongororwa gomarara rezamu kwakakosha

Kuna Chiremba Ndiri mudzimai ane makore 25 okuberekwa. Kubvira pakutanga kwemwedzi uno, vanhu vari kungopfeka zveruvara ...

6 years ago | October 12, 2018

‘Apa pane nyaya’

Daphne Machiri NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyaya yechitunha chemurume wekuMazowe — icho chakazovigwa chisisina rimwe ...

‘N’anga, maporofita itai utsanana’

Kingstone Mapupu SANGANO reTraditional Medical Practitioners Council (TMPC) riri kukurudzira machiremba echivanhu kuti ...

Zvakanaka kuchecheudzwa

Kuna Chiremba NDIRI murume wechidiki ane makore 25 okuberekwa. Ndakanzwa nyaya yekuchecheudzwa kwevanhurume ...

6 years ago | October 5, 2018

Kushandiswa kwemakondomu nemazvo

Kuna Chiremba Ndiri murume ane makore 20 okuberekwa. Handisati ndamboita bonde hupenyu hwangu hwose. Ndakatanga ...

500 000 vodzivirirwa cholera

Paidamoyo Chipunza VAGARI vanodarika 500 000 vemumisha inoti Glen View, Budiriro, Glen Norah neMbare vachapihwa mishonga ...

6 years ago | September 28, 2018

Cholera nehiv

VANHU vanosvika 1,6 miriyoni muZimbabwe vari kurarama neutachiona hweHIV. Nyika ino parizvino iri kushungurudzwa ...

6 years ago | September 21, 2018

Ziva nezvecholera’

Muchaneta Chimuka CHIRWERE checholera chakaipisisa zvikuru nekuti chinokonzera kupera kwemvura yemumuviri mukati menguva ...

6 years ago | September 14, 2018

Vanhu 27 vafa

Muchaneta Chimuka HUWANDU hwevanhu vafa nechirwere checholera kusvika nemusi weChishanu chino hwave pa27 zvichitevera ...

CHOLERA: PEDZAI DAMBUDZIKO REMASUWEJI

Vana ava vaitambira pamvura ine tsvina  yesuweji iyo yaierera kuMatapi Flats, kuMbare, muHarare, nemusi weChishanu chino ...

CHOLERA: MUSADYE ZVEMUMIGWAGWA

Rosemary Magwaro aitengesa hove kuMatapi, kuMbare, nemusi weChishanu svondo rino izvo zvinova nenjodzi kuutano hwevanhu ...

CHOLERA: MUSANGOUNGANA

Mapositori aive akaungana pamasowe mumugwagwa Seke Road, kuGraniteside, muHarare, zvinsinei nekurudziro iri kuitwa ...

6 years ago | August 31, 2018

Modzivirirwa typhoid

Paidamoyo Chipunza VANHU vanodarika 300 000 vane mwedzi mitanhatu yekuberekwa kusvika pamakore 45 vekuMbare, Glen View, ...

mupositori akanwisa vana vake ‘poison’

Kingstone Mapupu MUPOSITORI weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku Nyenyedzi Nomwe wekwaChinhamora, kuDomboshava, ari kunzi ...

6 years ago | August 24, 2018

‘Zvibhorani zvishoma kuGuruve’

Kingstone Mapupu KUSHOMEKA kwezvibhorani kuChipuriro, kuGuruve, kudunhu reMashonaland Central, kwasvika padanho rakaipa ...

Kanzuru inoti chii?

Kingstone Mapupu MUTAURIRI wekanzuru yeguta reHarare, VaMichael Chideme, vanotsinhira nyaya yechitunha chemwana chinonzi ...

6 years ago | August 17, 2018

Chirwere chemaPiles

Muchaneta Chimuka MAPILES zvinoreva marwadzo uye kuzvimba kunoita tsinga dzakapoteredza nzvimbo inoraswa nayo tsvina ...

6 years ago | August 10, 2018

Kiriniki ine musiyano muHre

Kingstone Mapupu MUMUSHA weUshewokunze, muguta reHarare, muri kuvakwa kiriniki ine musiyano iyo ichange ichishandiswa ...