Yvonne Chidochashe Manyanja MUTEVEDZERI wegurukota rezvekurima rinoona nezvezvirimwa, Cde Davis Marapira, vanoti ...
MURIMI wenyimo wekudunhu reMhondoro okurudzira pamwe nekudzidzisa vamwe kurima chirimwa ichi nedonzvo rekuti vawane ...
MAMBO Makope vekudunhu reMashonaland Central vorumbidza Hurumende nekusimudzira vanhu vatema kuburikidza nekuvambwa ...
CHAMANGWIZA wekambani huru pakuuchika mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, VaDenias Zaranyika, vanoti zvakakosha kuti varimi ...
SANGANO reZimbabwe Agricultural Society (ZAS) rinoti nyika ino inokwanisa kudzokera pachinzvimbo chayo chakare chekuve ...
SIMFRESH International iri kusimudzira varimi munyika kuburikidza nekuvadzidzisa marimirwo emandorokwati uye nzira ...
SANGANO reWorld Vision Zimbabwe rinokurudzira varimi kuti vatore basa ravo sebhizimisi kuburikidza nekurivandudza ...
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MUCHINYORWA chapfuura takataurirana nezvekugadzirira kudyarwa kwegorosi. Zvino tinoda ...
KAMBANI yakazvimirira yeRoad-A-Rama iri kukurudzira vechidiki kuita mabhindauko ekupfuya zvihuta nezvimwewo zvipfuyo ...
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig ZVIRIMWA zvinonzi zvaibva kana zvichinge zvabviswa mumunda. Zvakangofanana nemwana wenyu, ...
KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu yeSeed Co Zimbabwe yakabura mbeu itsva dzechibage, nzungu, nyemba nedzimwe idzo ...
Ivan Craig Mudhumeni Mukuru KUONA gohwo richiri mumunda nekurikohwa muchirichengetedza zvakanaka zvinhu zvakasiyana. ...
HURUMENDE yakabatana nesangano reFood and Agriculture Organisation nevamwe vatsigiri muchirongwa chekudzivirira chirwere ...
MUKURU wekambani ine mbiri yekuuchika mbeu munyika yeSeed Co Zimbabwe VaDenias Zaranyika avo vanove managing director ...
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig CHINHU chekutanga chinodiwa kutariswa nemurimi achifunga kurima gorosi huwandu hwemvura iri ...
Mudhumeni mukuru Ivan Craig HANYANISI tinoziwa basa radzo tose, vanhu vazhinji vanodzishandisa muchikafu kuitira kuti ...
SANGANO reInternational Labour Organisation rovandudza mabasa ekurima evechidiki kudunhu raMambo Njelele, kuGokwe ...
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MIDZIYO (machinery and implements) inodhura kutenga asi inozodhurisisa kana tikatadza ...
VARIMI vekwaSabhuku Muroyi kwaShe Nhema, kuZaka vochema-chema zvichitevera kupwa kwakaita dhamu reChinyika iro ...
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig CHERO ririripi basa pamusha kana papurazi, rinoda mushandi akasimba uye ane utano hwakanaka. ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey