NHAU DZEVARIMI

8 years ago | January 8, 2016

Vopunduka nekupfuya huku

CHIRONGWA chekupfuya huku kudunhu reBindura South chabudirira zvikuru icho chinonzi chiri kubatsira raramo yemhuri ...

Chirwere chetungundu chorwiswa

HURUMENDE yakapa US$30 000 yekuti mombe dzinge dzichibaiwa majekiseni ekudzivirira chirwere chetungundu (anthrax) ...

8 years ago | January 1, 2016

Huwandu hwemukaka hwoderera

HUWANDU hwemukaka munyika hunonzi huri kuramba hwakaderera zvikuru sezvo parizvino Zimbabwe iri kubura marita 55 ...

8 years ago | December 25, 2015

Kurimwa kwefodya kwodzikira

MINDA yefodya yakatandavara mahekita 28 763 yakarimwa mumwaka uno wa2015 kusvika 2016 zvinorakidza kuderera kana ...

Varimi vofarira kunaya kwemvura

VAMWE varimi vemuguta reHarare vakatambira nemufaro mukuru kunaya kuri kuita mvura sezvo zvirimwa zvavo zvakange zvave ...

Kusandura mbesa kunobatsira kuvandudza ivhu

VARIMI vakakurudzirwa kuti vasarambe vachirima mbesa dzimwe chete mumunda gore negore asi kuti vadzisandure sezvo izvi ...

8 years ago | December 18, 2015

Varimi vokurudzirwa kushandisa mishonga yechivanhu

Muchaneta Chimuka NYANZVI dzezvekurima paUniversity of Zimbabwe dzakatanga chirongwa chekukurudzira varimi kushandisa ...

Marimirwo anoitwa nyimo nemazvo

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig VARIMI mazuwa ekudyara ari kufamba zvekuti vamwe vabatira hura mumawoko, havachazive ...

Kuti usarohwe nemheni

MHENI inogona kuitika zvichikonzerwa nesimba rakafanana neremagetsi iro rinoitika mudenga munenge makakwidibirwa ...

8 years ago | December 10, 2015

Varimi venzimbe vowedzera zvimwe zvirimwa

VARIMI venzimbe vekuChiredzi vovandudza mabasa avo kuburikidza nekurima zvimwe zvakaita sefodya pamwe nekuita ...

8 years ago | December 4, 2015

Mvura shoma: Edza kurima nyemba

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig KANA takatarisana nekunze kuri kunzi hakuna kumira zvakanaka panyaya yekunaya kwemvura, ...

Hurumende yakazvipira kusimudzira varimi: Chimene

Cassius Mushore HURUMENDE yakazvipira kusimudzira varimi vekumaruwa kuti vakwanise kuita basa ravo vachishandisa michina ...

8 years ago | November 27, 2015

Seed Co yopemberera makore 75

Cassius Mushore KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu munyika muno yeSeed Co svondo rapera pamberi yakapemberera ...

Marimirwo anoitwa mufarinya

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig KUNAYA kwemvura hakusandure maonerwo eveMet Department pamamiriro emwaka uno, nekudaro ...

8 years ago | November 20, 2015

Zivai mbeu yekurima: Seed Co

VARIMI vakakurudzirwa kudyara mbeu dzechibage nedzimwewo dzinofambirana nematunhu avo nedonzvo rekuti vawane goho ...

Mbeu dzekurima mwaka uno

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig KANA pane asina kunzwisisa zvakataurwa nevanoongorora mamiriro ekunze, veMet Department, ...

8 years ago | November 13, 2015

Zvimwe zvingakudze goho

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig  SVONDO rino tinoda kutarisana nehuwandu hwezvekushandisa mumunda zvakafanana nefetiriza, ...

Gorosi rokohwewa kumatunhu akasiyana

Muchaneta Chimuka VARIMI vegorosi kumatunhu akasiyana enyika vakatotangisa kukohwa zvichitevera kuibva kwarakaita ...

Sirdc yakabura mbeu itsva

Kingstone Mapupu KAMBANI yeScientific Industrial Reasearch and Development Centre (Sirdc), iyo inouchika mbeu yezvirimwa ...

8 years ago | November 6, 2015

Kurimwa kwemasamba kwodzikira

IMWE kambani inorima masamba kuChipinge, kudunhu reManicaland yeRatelshoek inoti kurimwa kwechirimwa ichi kwadzikira ...