NHAU DZEVARIMI

9 years ago | July 9, 2015

Varimi voyaura nechikwereti

MABHINDAUKO ekurima eNgezi-Mamina Irrigation Scheme kuMhondoro odzokera kumashure zvichitevera chikwereti chemagetsi ...

9 years ago | July 2, 2015

Varimi vochema nezvipfukuto

Muchaneta Chimuka VARIMI vekuHwedza kudunhu reMashonaland East nevamwe vari kumativi mana enyika vari kushungurudzwa ...

Fodya inokosha Us$509m yakatengeswa

Kingstone Mapupu FODYA yakatengeswa kumisika yose kubva pakavamba mwaka wekutengesa chirimwa ichi kusvika parizvino ...

9 years ago | June 25, 2015

Shoo yeMarondera yorongwa

ACHANGE ari makuwerere kudunhu reMarondera nguva iri kutevera apo varimi vechidzimai vanenge vachiratidzira zvirimwa ...

‘Koshesai Zunde raMambo’

MATUNHU akasiyana akakurudzirwa kuti akoshese chirongwa cheZunde raMambo icho vanhu vanorima zvirimwa zvinozoiswa mudura ...

9 years ago | June 19, 2015

Seed Co yobura mbeu itsva

KAMBANI huru inouchika mbeu munyika yeSeed Co Zimbabwe inoti ine tarisiro yekuwedzera mbeu itsva, zvikuru idzo ...

Vechidiki vodzidziswa kurima

VARIMI vechidiki vodzidziswa kurima pamwe nekuvandudza zvirimwa nemumwe muchena kuMazowe, kudunhu reMashonaland Central ...

9 years ago | June 12, 2015

Goho rebhinzi roderera

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kushushikana zvikuru nekuderera kwegoho rebhinzi kana richienzaniswa nezvimwe zvirimwa ...

‘Zvakakosha kubatsira varimi’

Malven Mugadzikwa VARIMI vechidiki pamwe chete nevari kusimukira vanoda rutsigiro rwakanyanya kuburikidza nekuwaniswa ...

9 years ago | June 5, 2015

‘Mitengo yefodya ngaikwire’

KOMITI yedare reParamende inoona nezvemabasa ekurima nguva pfupi yadarika yakashanyira misika inotengeserwa fodya ...

Boka yosimudzira varimi

MUSIKA mukuru unotengesa fodya munyika muno weBoka Tobacco Floors (BTF) svondo rakapera wakayeuka varimi makumi maviri ...

Nyika dzotarisirwa kutengeserana

NYIKA dziri mudunhu reSouthern Africa dzine mikana yekusimudzira nyaya dzekutengeserana senzira yekurwisa nzara pamwe ...

9 years ago | May 22, 2015

‘Varimi vadiki vanoda kutsigirwa’

MUNYORI mukuru mumahofisi emutungamiri wenyika nedare reCabinet, Dr Misheck Sibanda, vanoti varimi vadiki vane mikana ...

9 years ago | May 15, 2015

Makwikwi eBoka orumbidzwa

VAMWE varimi vakarumbidza kambani yemusika wefodya yeBoka Tobacco Auction Floors nemakwikwi airi kuita ekupa mibairo ...

Vopunduka nemushandirapamwe

VARIMI vakagariswa patsva neHurumende kupurazi reEastdale kwaShe Serima kwaGutu vowana pundutso kuburikidza ...

Varimi vonyunyuta nemutengo wechibage

MASANGANO anomirira varimi ari kunyunyuta zvikuru zvichitevera danho rakatorwa nemakambani anogaya hupfu rekutanga ...

9 years ago | May 8, 2015

‘Gmb ngaibhadhare varimi nenguva’

MASANGANO anomirira varimi anoti dura renyika reGrain Marketing Board rinofanira kubhadhara varimi vanoendesa zvirimwa ...

‘Fodya ngaipe pundutso’

KAMBANI yePremier Tobacco Auction Floors inoti zvakakosha kuti varimi varime fodya yavo nenzira ine hunyanzvi kuitira ...

Goho rechibage raderera: FAO

GOHO rechibage mudunhu reSouthern Africa riri kutarisirwa kuderera nechikamu che26% izvo zvinogona kuita kuti mitengo ...

9 years ago | May 1, 2015

Fodya yakatengeswa inokosha $129m

Kingstone Mapupu FODYA yatengeswa kumisika yakasiyana parizvino kubvira kutanga kwemwaka wekutengesa uyu mwedzi wapera ...