Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union rinoti kurimwa kwedonje munyika kunogona kudzikira zvikuru ...
Muchaneta Chimuka GORE rino Zimbabwe ingangowana goho refodya yerudzi rweVirginia makgs ari pakati pe183 miriyoni ne194 ...
Kingstone Mapupu MURIMISI akasiya basa uyo ave pamudyandigere oshanda nevarimi kumatunhu akasiyana enyika achikurudzira ...
Kingstone Mapupu VARIMI vakakurudzirwa kuti vavandudze mabasa avo kuburikidza nekurima zvirimwa zvakasiyana izvo ...
Muchaneta Chimuka AKANGE ari makuwerere nomusi weChishanu chadarika muguta reHarare apo kambani huru inouchika mbeu ...
Kingstone Mapupu NYANZVI dzinoona nezvekurima kuchikamu cheArex kuMashonaland Central dziri mubishi kutenderera dunhu ...
Kingstone Mapupu MWAKA wekutengeswa kwefodya unotarisirwa kuvhurwa musi waKurume 4 uyo unove wanonoka zvikuru kana ...
SANGANO reFood and Agriculture Organisation, kuburikidza nehomwe yaro yeAfrica Solidarity Trust Fund, rakapa US$4 ...
MUTEVEDZERI wegurukota rebazi rezvekushanyirwa, Retired Brigadier-General Walter Kanhanga, avo vanove zvakare mumiriri ...
MADZISHE ekuMhondoro ochema-chema nekuipa kwakaita zambuko reparwizi rwaMupfure iro vanoti rodzosera shure budiriro ...
SANGANO reAfrican Seed Trader Association richaita musangano nemakambani anouchika mbeu emuno neekunze kwenyika ...
MWAKA wekutengeswa kwefodya wegore rino unonzi unganonoka kutanga sezvo fodya yakawanda ichiri diki zvikuru nekudaro ...
VANHUKADZI vane chitsama vari kuratidza kubudirira zvikuru munyaya dzekurima uye kuchengetedzwa kwezvipfuyo apo vari ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reEuropean Union rakapa rubatsiro rwemotokari 13, midhudhudhu 30, makombiyuta nemimwe midziyo ...
Muchaneta Chimuka BOKA reMeteorological Services Department (MSD) rinoti riri kutsvaga rubatsiro rwechimbi-chimbi ...
Kingstone Mapupu VARIMI vakayambirwa kuti vagare vachiongorora zvirimwa zvavo kubva kuzvirwere zvakasiyana, zvikuru ...
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kutengesa chibage chayo nemari iri pamusoro kana zvichienzaniswa nemisika yekune dzimwe ...
Kingstone Mapupu CHIRONGWA chekupfuya nguruve kwaShe Chivero kuMhondoro chounza budiriro kudunhu iri kuburikidza ...
Muchaneta Chimuka ZVIRIMWA zviri kune dzimwe nzvimbo dzenyika zvinonzi zvave kutotangisa kuwoma uye zviri kutyirwa kuti ...
VARIMI vekudunhu reBuhera vangangotarisana nenzara huru zvichitevera kunyukurwa kwakaitwa zvirimwa zvavo nemvura zhinji ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>