Kingstone Mapupu MURUME aimbova mudzidzisi uyo anogara mumusha weRiverside Park, kuChitungwiza, anoti akaona kukosha ...
PREMIUM Patrick Chitumba IMWE shirikadzi yekuGokwe ine makore 72 okuberekwa, iyo yaimborarama nekupemha, haisisiri ...
PREMIUM Samuel Kadungure ZIMBABWE yave nebudiriro huru zvichitevera kugadzira kwayaita mushonga mutsva wenhomba ...
PREMIUM Yeukai Karengezeka VANAMAZVIKOKOTA vari kuyambira varimi kuti vasape huku mapiritsi anorapiswa vanhu, kunyanya ...
Flora Fadzai Sibanda NECHINANGWA chekuchengetedza mbeu yezvirimwa zvechivanhu zvinosanganisira zviyo izvo zviri kuenda ...
Munyori weKwayedza NEDONZVO rekusimudzira mabasa ekurima munyika, Hurumende iri kuwanisa varimi vanokwana 100 000 ...
Munyori weKwayedza KAMBANI yeAFC Holdings yakabatana nemamwe makambani einishuwarenzi pamwe neHurumende kuvamba ...
Kingstone Mapupu MURIMI wepapurazi reDryton riri kuBeatrice ari kukurudzira vechidiki kuti vasapedze nguva vachitsvaga ...
Munyori weKwayedza MOMBE dzinodarika 1,2 miriyoni dzemunzvimbo dzine mukurumbira pakunetsa nechirwere chetungundu ...
Theseus Shambare KUKOHWEWA kwegorosi rakarimwa mumwaka wechando kunotarisirwa kupera svondo rinotevera apo varimi ...
Kingstone Mapupu VARIMI vane madiridziro vari kukurudzirwa kurima chibage chemuchirimo nezvimwe zvirimwa zvinochimbidza ...
Muchaneta Chimuka MADHUMENI mashanu kubva kumativi mana enyika ari pasi pebazi rezveminda, kurima, hove, mvura ...
Kingstone Mapupu MURIMI wechidiki anogara mumusha weBluffhill, muguta reHarare anoti asimudzirwa zvakanyanya ...
Kingstone Mapupu MURIMI anopfuya tsuro nekugadzira zvimwe zvinhu kubva muchipfuyo ichi muguta reHarare ari kukurudzira ...
Samuel Kadungure CHIRONGWA chePresidential Rural Poultry Scheme svondo rapera chakatekeshera kudunhu reManicaland uko ...
MUSHANDIKE Irrigation Scheme, iri kuMasvingo, ndiyo imwe yeminda yemadiridziro yava nenguva yakareba uye inonyanya ...
Kingstone Mapupu VARIMI vanokurudzirwa kuti vakoshese kurima zvirimwa zvakadai segorosi kuitira kuti Zimbabwe iwane ...
Malven Mugadzikwa KAMBANI huru pakuuchika mbeu munyika muno yeSeed Co yabatana nemapurisa eZimbabwe Republic Police ...
Conrad Mupesa KUPARURWA kwechirongwa chekupfuya mbudzi chePresidential Goat Scheme pachikoro cheChembizi Primary School, ...
Malven Mugadzikwa INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuwanikwa kuMbare Musika pamwe nezvimwe zvitoro ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey