Ongororo

1 year ago | November 8, 2022

Mafoni aya akonzeresa . . .

Dzimba dziri kuparara nekuda kwemafoni, vanhu vari kufa nekuda kwaiyo foni. Hanzi nevamwe kana uri mudzimai akaroorwa ...

1 year ago | November 3, 2022

Kuvhiya chidembo: Unomuudza sei kuti idya mushe?

Kune vamwe vanhu vakadaro . . . vekuti kana achidya haatevedze tsika kana kuti hunhu hwepakudya. Anodya achingopaumba ...

1 year ago | November 2, 2022

Kuvhiya chidembo: Murume akadyiswa here uyu?

Ngatimbotii une hama yako yepedyo iyo yakaroora mudzimai ane chibhanzi uye ari mafirakureva. Iwe woona kuti hama yako ...

3 years ago | July 14, 2021

Covid-19: Dziviriro mushonga mukuru

VANHU vari kubatwa nevari kufa nechirwere cheCovid-19 vari kuramba vachiwanda – kwete muZimbabwe bedzi, asi nepasi rose. ...

3 years ago | June 17, 2021

Hama inotonga mumba ndeipi?

Kingstone Mapupu ANOTONGA kana kudiwa pamusha pakati pehama dzemurume kana kuti dzemukadzi vari muwanano ndiani? ...

3 years ago | May 20, 2021

Ngatizviitirei zvinhu zvedu

VAZHINJI vedu munyika vave kuita mabhizimusi ekutenga nekutengesa zvinhu zvakagadzirwa nevamwe. Izvi zvinobatsira kuti ...

3 years ago | May 6, 2021

Itawo rako bhindauko

Wedzerai Nhemachena TIRI mumwaka wevashandi kudai, dare rino raona zvakakodzera kuti tikurukure nezvemabatirwo evashandi ...

3 years ago | April 8, 2021

Dziva rinoda kudzidzwa

naWedezerai Nhemachena ZVIKOMANA zvechidiki zvinofudza mombe kumaruwa zvisati zvanyatsogona kutuhwina saka zvinodzidzira ...

3 years ago | April 1, 2021

Unofanira kudya cheziya

naWedzerai Nhemachena HARISI guhwa kuti chose chaunobata uchachishandira. Ichi ndicho chokwadi chinofanira kuzivikanwa ...

3 years ago | March 25, 2021

Maonero Edu: Musapfachure zvamakohwa

MWAKA wekurima wa2020-2021 waratidza kuti wanga wakanaka zvikuru. Kunaya kwemvura zvakanaka, pamwe chete nekurongeka ...

Bembera padare: Chakawana hama hachisekwe

naWedzerai Nhemachena NGUVA zhinji patinoenda panenge pashaya munhu, tinonzwa pachiimbwa rwiyo “Ndimi makauraya, ndimi ...

3 years ago | March 18, 2021

Kure kwegava ndokusina mutsubvu

naWedzerai Nhemachena Mutsubvu muti wemusango unobereka muchero unonzi tsubvu. Tsubvu dzinonaka chaizvo, vari padare ...

3 years ago | March 12, 2021

Maonero Edu: Regai kuvarairwa, Covid-19 ichiriko

HURUMENDE nemusi weMuvhuro yakanyevenutsa matanho ekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 ayo ange aripo kwemwedzi ...

Tambai zvakanaka, chikudo kwete

Vana vakatamba chikudo pamusha une vakuru vanotsiurwa kuti vatambe zvakanaka. Kutsiura vana kunoita kuti vasakuvadzane. ...

3 years ago | February 26, 2021

Covid: Jekiseni raunza tariro

ZIMBABWE svondo rapera yakatanga chirongwa chekubaiwa kwevanhu majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 icho ...

3 years ago | February 18, 2021

Chara chimwe hachitswanye inda

Wedzerai Nhemachena PATAKAKURA tiri kumaruwa taigona kupfeka mbatya dzedu kwemazuva akawanda dzisati dzagezwa. Kana ...

3 years ago | February 11, 2021

Maonero edu: Harare musatambe neupenyu hwevanhu

SVONDO rino tine nyaya inosuwisa zvikuru yevagari vekuGlen View neBudiriro, muguta reHarare, avo vakatarisana ...

Bembera Padare: Unokohwa chaunenge wakadyara

naWedzerai Nhemachena INO inguva yekurima isu vamwe tinorimira mhuri dzedu nenyika kuti tiwane chekudya chakakwana ...

3 years ago | January 21, 2021

Maonero Edu: Covid-19: Zvinhu zvanyangara

CHIRWERE cheCovid-19 chiri kupararira zvakanyanya munyika muno uye huwandu hwevanhu vari kufa nacho huri kukwira zuva ...

3 years ago | January 7, 2021

Iwe idya unyerere

naWedzerai Nhemachena PADARE rino tinosangana nedzakawanda, dzimwe dzacho tisu tinokonzeresa. Funga kuti munhu agere ...