IMBWA HAIHUKURE SADZA KUNE nyaya iri kutenderera muHarare ichitenderedza misoro yevanhu kunge vhiri rebhasikoro. Asi ...
SVONDO rino tine nyaya mbiri, idzo dzinopesana zvikuru netsika nemagariro echivanhu – nyaya dzemakunakuna. Nyaya ...
SVONDO rino tine nyaya iri pamusoro pemayunifomu anopfekwa nevana vechikoro apo vamwe vanopa pfungwa dzavo vachiti mamwe ...
NECHISHANU chino, musi wa1 Chivabvu, vashandi vemuZimbabwe vachabatana nevamwe pasi rose mukucherechedza zuva ...
NEMUSI weMugovera 18 Kubvumbi svondo rino, zvizvarwa zveZimbabwe zvichabatana mukupemberera kusvitsa makore 35 nyika ino ...
MUSI weMugovera tiri kupemberera makore makumi matatu nemashanu nyika yawana kuzvitonga kuzere. Zvizhinji zvaitika kubva ...
DAI wakange uripo pamhemberero dzeIndependence musi wa17 na18 April 1980, wozotarisa kapembererero kaveko nhasi uno, ...
PANE mufaro unobatika mumaoko semwana. Mufaro iwoyo unopupuma sefuro resipo yakawanda. Ndakauona musi wawana Zimbabwe ...
NGUVA zhinji vana vanoenda kunotamba bhora, mahumbwe, dunhu, rakaraka, bottle-game, chihwande-hwande nemimwe mitambo ...
MUZIMBABWE mune mitauro ine chitsama yakakosha iyo inoenderana nemarudzi emuno. Hurumende nezvizvarwa zvenyika ino ...
KUTANGA neChishanu chino kusvika neMuvhuro unotevera Zimbabwe inenge ichibatana nepasi rose mukupemberera zororo ...
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...
INI handidi kusekerera mimba yembwa seinokamwa mukaka. Uye, jee ijee zvaro, asi dzihwa harigochwe. KuAmerica havasi ...
CHINANGWA chemubereki wose ndechekuti kana achiendesa mwana kuchikoro mwava iyeyo azove neramangwana rakajeka uye kuti ...
KUNA tete Ndiri murume ane makore 38 ekuberekwa, ndakaroora uye tine vana vatatu tichigara kumusha. Kutanga gore rapera ...
Ignatius Mabasa HANDISI kuziva kuti chawanda maporofita here kana kuti inyoka. Asi nyaya dzandiri kuverenga ...
DZIDZO yemuZimbabwe iri kubudirira zvikuru nekuda kwemushandirapamwe uri pakati peHurumende, masangano akazvimirira ...
ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya yedzidzo izvo zvaona ichigara iri pamusoro penyika dzose dzemuAfrica ...
Ignatius Mabasa ICHOKWADI kuti hatigone kuchinja nyika, nekuti yakakurisa zvisingaite. Hatigone kuti zvatinoda zviitike ...
PANE chirevo chinoti, “Wafa wanaka” zvichireva kuti kana munhu afa haanai chipomerwa chaangapihwa nevapenyu. Izvi ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey