Ongororo

10 years ago | September 12, 2014

MAONERO EDU: AFZ ngairumbidzwe pakusimudzira dzidzo yekumaruwa

BUDIRIRO yeZimbabwe panyaya yedzidzo, iyo yaita kuti nyika ino ive pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica mukugona ...

10 years ago | September 5, 2014

Kwayedza: Anoti pwe-e ndiani?

BEPANHAU reKwayedza ndiro riri pamusoro pamapepanhau ose gumi ayo anobuda kamwe chete pasvondo pakupakura nyaya ...

Chibharo: Iwe neni tine basa

MUUPENYU kune vamwe vanhu vekuti vakasvika pakushungurudzwa zvakanyanya kana kuti vakapererwa nemazano kana pane ...

10 years ago | August 29, 2014

MAONERO EDU: Mbiri yakadai haina kunaka

SVONDO rino tine nyaya mbiri dzinorovesa hana, idzo dzinoratidza kuti chokwadi pasi rapinduka. Nyaya yekutanga ndeye ...

10 years ago | August 21, 2014

MAONERO EDU: Enda kuchipatara, kwete kungofunga kuti wakaroyiwa

PACHIVANHU, kazhinji munhu akarwara, kune vamwe vanofungira kuti anogona kunge akaroyiwa. Aya mafungiro agara ariko ...

10 years ago | August 15, 2014

Maonero Edu – Extra-lessons: Ngaasave ekutsvaga nawo mari

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari svondo rapera rakazivisa kuti rave kubvumidza kuti zvidzidzo zvevana vechikoro ...

10 years ago | August 7, 2014

Zimbabwe haina kungouya nyore

NEMUSI weMuvhuro, 11 Nyamavhuvhu, svondo rinouya zvizvarwa zveZimbabwe zvichabatana pazuva rekurangarira magamba ...

10 years ago | July 31, 2014

MAONERO EDU: Dadai nezvauri, semwana weZim

TINOGAMUCHIRA nemawoko maviri mashoko ane hudzamu emutungamiriri wenyika, President Mugabe, ekuti zvakakosha kuti ...

Cde Sally: Mudzimai wekutanga kuvigwa paNational Heroes Acre

MUNHUKADZI wekutanga kuvigwa kumarinda anochengetedzwa magamba enyika, eNational Heroes Acre, ndiCde Sally Mugabe, avo ...

10 years ago | July 24, 2014

MAONERO EDU: Ngozi: Ripai nezvimwe, asi kwete nemunhu

VAKURU vanoti mushonga wengozi kuiripa. Ichi ichokwadi nekuti unogona kuitsipika asi kana yave kuzopfuka rudzi rwose ...

Mukadzi kupfimba murume: inoita here?

“NDIRI murume ane makore 44 nevana vashanu, ndinotsvakawo mukadzi wekuroora mukobvu, munaku, mushava uye akati ...

10 years ago | July 17, 2014

MAONERO EDU: Hauna kufunda kana uchirasa rurimi rwaamai

NYIKA dzose pasi rino dzinozivikanwa nekuda kwemarudzi pamwe nemitauro inenge ichishandiswa kana kuti rurimi rwaamai.

10 years ago | July 11, 2014

Vana ngavawaniswe mikana yakaenzana

PANE chirevo chinoti kana munhu akakukumbira hove usamupe asi mupe chirauro kuti agozokwanisa kuzviraurira oga. Izvi ...

10 years ago | July 6, 2014

Maonero Edu: Havasi vose vanokubatsira

VANHU vakawanda mukurarama kwavo vanosangana nematambudziko akasiyana-siyana izvo zvinoita kuti vatsvage rubatsiro, ...

10 years ago | July 3, 2014

Hutsanzi ngahuve hunovaka nyika, kwete kuparadza

ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya dzedzidzo sezvo iri iyo iri pamusoro munyika dzemuAfrica yose kana pari ...

10 years ago | June 21, 2014

Varidzi vedzimba, maroja garisanai

NYAYA dzekugaronetsana pakati pevanhu vanoroja kana kuti kurenda dzimba nevaridzi vedzimba ihukutu. Kakawanda unonzwa ...

10 years ago | June 13, 2014

Njuzu chaiyo kudya zviwitsi nemabhisikitsi?

NYAYA dzen’anga nemaporofita enhema dziri kugara dzichibuda munhau nguva nenguva, apo veruzhinji vanenge vachipihwa ...