Abel Ndooka CHIKWATA cheCAPS United nhasi chakundwa 1-0 nevakomana vatsva veBikita Minerals mumutambo Castle Lager ...
Abel Ndooka MUTAMBO wehushamwari wange uchifanirwa kutambwa nechikwata chenyika chemaWarriors necheBotswana nemusi ...
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuMhondoro-Ngezi ari kuita zvinorova nekuchengeta mombe dzemukaka nezvimwe zvipfuyo ...
Muchaneta Chimuka MASANGANO emadzimai anoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachichengetedza runyararo panguva ino ...
Abel Ndooka SACHIGARO weZIFA Normalisation Committee – Lincoln Mutasa – anoti komiti yake iri kushanda siku nesikati ...
Tendai Gukutikwa ZVIROTO zvake ndezvekuona misika yemuZimbabwe yakazara nenyama yetsuro, kusanganisira pizza pamwe ...
Zvikomborero Parafini MUTONGI wedzimhosva mudare rekuKaroi, Amanda Muridzo atongerwa kugara mujeri kwegore nemhosva ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rinosusukidza kodzero dzevana, reUnited Nations International Children’s Emergency Fund ...
Kingstone Mapupu VANHU vatatu vemumhuri imwe chete yekwaSadunhu Dzoro kwaMambo Bota kuZaka, vakarumwa nebere uye izvi ...
Ray Bande MUCHIITIKO chinoratidza kushaya hunhu nenyadzi zvachose, murume wekwaMutare nemumwe mukadzi anoita ...
Stanford Chiwanga MURUME wekuBulawayo, uyo anorwara negomarara, anonzi akashamisa imwe kambani inogadzira matombo ekuisa ...
Abel Ndooka SHANGWITI yemujaho wewiricheya ichiri kusimukira, Stella Jongwe, anoti hurongwa hwake hwekuti agonokwikwidza ...
Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vabaiwa majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 – ekutanga (first dose) neechipiri ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru pakuuchika mbeu munyika, yeSeed Co nemusi weMuvhuro uno yakatanga chirongwa ...
Kingstone Mapupu MWANA ane makore 11 okuberekwa ari kuita Giredhi 4 paChikumbiro Primary School, kuMbizo, kuKwekwe ari ...
Muchaneta Chimuka MWANA wechikoro ane makore 12 ekuberekwa anodzidza paFungisai Government Primary School, ...
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMashayamombe, kuMhondoro, ari kutsvaga rubatsiro kubva kune veruzhinji rwekuti akwanise ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinoita tsvakurudzo nekunzvera nezveutano hweruzhinji, reZimbabwe Community Health Intervention ...
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kubatwa neCovid-19 nevari kufa nekuda kwedenda iri ...
Tandayi Motsi VASHANDI vezveutano nevamwe vari pamberi panyaya dzekurwisa chirwere cheCovid-19 vanosvika 1 314 kusvika ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey