Muchaneta Chimuka GOGO Letwinner Nyagano (60) vekuWard 15 kwaMubaira, kuMhondoro, vari kuita zvinorova nekuchengeta ...
Kingstone Mapupu MURIMI wechidzimai anogara mubhuku raMukoto, kwaMukondomi, kudunhu raMambo Makumbe, kuBuhera, anotenda ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE inokurudzira vanhukadzi kuti vatore zvigaro zvepamusoro munyaya dzedzidzo nemumabasa ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara kuMt Hampden uye kumusha anobva kuHoya, kuMuzarabani, anoti angomirira kufa sezvo ari ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekuNkayi, kudunhu reMatabeleland North – uyo anova shirikadzi – ari kuriritira mhuri yake ...
Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaSabhuku Ururu, kwaChikwaka, kuGoromonzi, ari kukurudzira vamwe vanhukadzi kuti vasagarire ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reCommon Market for Eastern and Southern Africa (Comesa) – rakabatana neHurumende yeZimbabwe – ...
Muchaneta Chimuka “KUBUDIRIRA kwemunhukadzi kunobva mukushanda nesimba, kutya Mwari, kuzvibata uye kugona kubata nguva ...
KAMBANI inouchika mbeu yeSeed Co nhasi yapa chipo chezvekushandisa panguva yekutevera nesipo kusangano reUnlimited Hope ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka USAVI hwemuriwo wemufushwa une dovi kudya kwechivanhu kunovaka muviri kubva ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka NYAMA yemazondo emombe inofarirwa nevanhurume pamwe nevanhukadzi zvakanyanya, zvikuru ...
PREMIUM Muchaneta Chimuka MADORA kudya kune utano sezvo tichiwana mapuroteni akawanda kubva maari uye anotora nguva refu ...
PREMIUM NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kunovaka muviri sezvo ichitipa mapuroteni akapamhidzirwa zvinoita kuti ...
PREMIUM Philipa Mukome-Chinhoyi SANGANO reWomen’s Coalition of Zimbabwe (WCoZ) rinoti riri kushushikana zvakanyanya ...
Muchaneta Chimuka MABHONZO emombe kana achinge abikwa zvemhando yepamusoro uye akaibva zvakanaka munhu unozviruma rurimi ...
Muchaneta Chimuka SVONDO rino tiri kufundiswa magadzirirwo anoitwa ice cream naWadzanayi Chitiga wemuHarare. Ice cream ...
naMuchaneta Chimuka USAVI hwenyama yehanga kudya kunovaka muviri sezvo kuine mapuroteni anobatsira kurwisa zvirwere uye ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka MUFUSHWA wemuboora une dovi kudya kunovaka muviri zvakanyanya. Svondo rino Mai Tino ...
ZVIRI MUGAPU naMuchaneta Chimuka USAVI hwembeva hunofarirwa nevanhu vakawanda uye svondo rino Mbuya Natai Mutema ...
ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka RUPIZA rwenyemba nenyimo kudya kunovaka muviri uye kuchigutsa. Uku gudya kwakagara kuriko ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright