CHISHONA CHAKANAKA

09 Dec, 2016 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

1. Kana munhu akagara pasi makumbo ake akatwasuka anonzi akaita sei? (akatambarara)

2. Kana munhu akagara akapeta makumbo ake nepamabvi, uku tsoka dzake dzichidzoka nechepakati pemakumbo anonzi akaita sei? (akapfunya chisero)

3. Kana munhu achimuka ave pane imwe nzvimbo isiri paakarara ari anonzi anei? (mararo/mavato)

4. Kana munhu achimira nezvigunwe kuti aone zviri pakakwirira anonzi ari kuitei (kusuzumira/kudadamira)

5. Kana munhu akagara akakotamisa musoro asingausimudze anonzi akaita sei? (akatsikitsira)

* * *

ZVAKABVA KUVANA:

Melody Jackson, kuBindura – Tsumo: 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsubvu.

* * *

Panashe kwaMarinye, kuMasvingo ndokuti – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vagokutya; 4. kunobva kamwe; 5. ndokusina mutsvubvu

* * *

Caroline Satuku, Grade 3 – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kunobva kamwe; 5. ndokusina mutsvubvu

* * *

Gilbert, 0785 771 875 – 1. Akuruma nzeve ndewewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsubvu

* * *

Omobonique Murwisi, Glen View 7 Ex, Harare – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Kundiso Jowa, Unit F, Chitungwiza – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsvubvu

* * *

Christine Asande, Kandava Secondary School, Seke – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

0777 299 440 – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

0785 303 204 – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vaduku vakutye

* * *

Douglas Chigondo, Glen Lorne, Harare – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndekusina mutsvubvu

* * *

0713 155 241 – 1. Ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

0777 254 858 – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe kuti vaduku vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsvubvu.

* * *

0715 043 917 – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vaduku vakutye; 4.Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndekusina mutsvubvu

* * *

0776 182 838 – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe kuti vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsubvu

* * *

0783 679 316 – 1. Ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Polite Choto, Hopely (0772 221 211) – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Edith Faranando, Chimanimani – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsubvu

* * *

Edwell Murwira kuHatfield – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe kuti vaduku vakutye;

4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndekusina mutsvubvu

* * *

Marcel kuZaka, Jerera – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Kunashe Mpofu, Grade 3A, Infill Primary School, Glen Norah – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vagokutya; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Rejoice Njanji – 1. Akuruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe kuti vaduku vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndekusina mutsubvu

* * *

0785 165 854 – 1. Akaruma nzeve ndewako; 2. Chinobhururuka chinomhara; 3. Gudo guru peta muswe kuti vadiki vakutye; 4. Kandiro kanoenda kunobva kamwe; 5. Kure kwegava ndokusina mutsubvu

* * *

0737 360 092 – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Moreblessing Bomba, Muguta High School – 1. Ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

Beaulah Vurayayi (0733 722 670) – 1. ndewako; 2. chinomhara; 3. vakutye; 4. kamwe; 5. mutsubvu

* * *

0774 218 112 – 1. akatambarara; 2. akapfunya chisero; 3. ane mararo; 4. ari kudedemera; 5. akatsikitsira

* * *

Aibert Banda, Chirombo Village, Domboshava – 1. akatambarara; 2. kupfunya chisero; 3. ane mavato; 4. kudedemera; 5. akatsikitsira

* * *

0776 326 274 – 1. akatandavara; 2. akapfunya; 3. mavato; 4. kudadamira

* * *

Moreblessing Bomba, Muguta High School – 1. Akatandavara; 2. akapfunya chisero; 3. ane mararo; 4. ari kudedemera; 5. akatsikitsira

* * *

Rejoice Njanji – 1. akatandavara; 2. akagonya; 3. ane mavato; 4. akadedemera; 5. akatsikitsira

* * *

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Sungawirirano:

Zadzisa nezwi rakakodzera.

1. Mago (dzakamuruma/akamuruma)

2. Miti (yakaoma/dzakaoma)

3. Huni (kobvu/hobvu)

4. Hondo (huru/ikuru)

5. Jira (dema/ritema)

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey