Fembera-Fembera Tione!

29 Aug, 2014 - 09:08 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

1908-3-1-IMG_96412VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino anove muimbi ane mbiri ndiani.
Takati zvakare vaverengi vekutanga vashanu vachakwanisa kufembera vachawana maCD emuimbi uyu kuchiti vamwezve vashanu vachapinda mushoo yake yemuna Gunyana pachena.

Mhinduro chaiyo inoti HOPE MASIKE.

Vakagona kufembera munouya kumahofisi eKwayedza ari paHerald House, muHarare nemusi weChipiri 2 Gunyana na10 dzemangwanani.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Muimbi ndiHope Masike. – Chipunza FEM, 0712 805 220.
* * *
NdiChioniso Maraire. – 0782 422 158.
* * *
Uyo munhu ndiChioniso Maraire. – Oxo kuShurugwi.
* * *
Fungisai kana kuti Mercy Mutsvene. – 0739 488 539.
* * *
Selma Mutukudzi. – 0715 324 162.
* * *
Tariro Negitare. – 0715 994 414.
* * *
Sisi ava ndiHope Masike. – 0775 369 638.
* * *
NdiSandra Ndebele. – 0778 930 510
* * *
Muimbi uyo ndiAmara Brown. – 0712 267 823.
* * *
Hope Masike. – 0716 173 950.
* * *
Tendai Mavengeni. – 0779 884 812.
* * *
Amara Brown. – Fadzie, Chishawasha.
* * *
Amarah Brown. – 0773 316 881.
* * *
Muimbi uyu ndiPACHIHERA. – 0716 315 369.
* * *
Tariro Negitare. – Gambe
* * *
NdiHope Masike. – 0739 453 037.
* * *
Muimbi ndiPah Chihera. – Edmore Muvengi.
* * *
Muimbi ndiAmara Brown. – 0782 341 928.
* * *
Hope Masike. – 0779 777 510.
* * *
Anonzi Hope Masike. – 0771 702 998.
* * *
Muimbi ndiCythia Mare. – D One, Chitungwiza.

Share This:

Sponsored Links